Friday, October 25

General News

September 04, 2023

Tete Mildred Voudza Joey Dai Malove Nemalike Aibhadhara Wakauya Here Kuzoshanda Kumadho. dhi KuUk Zimbavha Iri Rave Matanyera

Dai ma love ne ma likes achibhadhara mungadai makauya here kumadhodhi why didnt you pay zvekwereti nema love and likes  

September 04, 2023

Tete Mildred Voti Maitt Haasikuita Senge Munhu Arikujeri Ndazviramba Vonzi Mbuya Vepakona Moyo Wakaipa Makafona Wani Kuchikurubhi

Cat family you are very funny....ngozi yemari haiuye kumba kwenyu..ichaenda kudzinza raChikiti...muchingo kuza kuti go mura matuzvi iwaya....Learn to tell her the truth...kuti mari isiri yako haisi yako...Zvikiti you send Mura to prison nekumukuza zvisina nebasa, and you're continuing,           I pray she comes out avekuona otherwise she'll perish MuraImi Mbuya imi kaaa makaoma munomaka Munhu zvakadiiii Iwo maBag iwaya ndoakubatai mukati hamubude husiku imi Munhu anotadza munotaura kuti imi hamusati mambotadza makaropafadzwa henyu anotonga           Munhu ndiMwari kwete imi manyanya kubva rinhi handisi kuti kuba kwakanaka but muzorodzei adzidze arikwaari ikoko Ari kuripa Mhosva dzake musorodzei m

September 04, 2023

Ketina Onzi Ndiye Arikutoita Senge Arikujeri Maitt Very Healthy And Happy Glowing Maida Afe Ka

Arikuita kunge ndiye arikujeri🙌Maida kumuona akapera sehondo yeminda🤣🤣🤣she is gaining weight and glowing nyasha dzinofamba naye uyu kwese kwaari sit down         Makamboti àrikuhodha, proof yekuti arikuruka maiona godo rabata🙌muchafa naro asikana.         Madii machingosarenda, munhu arikujeri hake asi anezodzo iripaari yamusingafe makanzwusisa as mu h as you think you know her. Dzikamai mhamha, ko foni dzeChikutu hi hsmusisina here mukubvunza kujeri here kune munhu uyu 😂😂😂😂         Gore rino maiTt vachaurayisa vanhu vegodo weduweeEhe Manyara kaaa ndimi muntaurisa kuita dzungu onai Munhu akatosimba apa muriku funga arikutamba nhamo iye achitoputika muri

September 04, 2023

Swagger Otsanangura Makuriro Akaita Chiweti ChaMazepe Nezvavaiita Pabonde Zvinoshamisa Zvinotyisa

Swagger Oti Mazepe Iboyfriend Yangu Ngochani Taitodanana Even Anemukadzi Ndakakwirwa Naye Mukosho Chiweti Chake         ChakadhafukaMazepe Obvuma ehee Ndakabata Nekurara Naswagger Zvinoshamisa Zvinotyisa Takasvirana Kutoilet First           Tatelicious Na swagger Vachisimbisa Murume🤣🤣Swagger Oti Ndirikuhura Varume Vese Ndapedza

September 04, 2023

Madamboss Voti Handina Kuona Maiit Kushow Ndakange Ndiri Busy Zvisinei Hazvo Maitt Ndivo Vanopisa Kukukundai

Inga tanga tichingokuona muchisimudza magaro muchifamba famba wani busy mazoiita nguvai nhayi Mai Ngundu 🤣🤣zvombodanzvo here mukurarama umianyanya kukoshei feli vangani vakasungwa mumajeri murikudii kuti aende kunovaonaHaana kana bs            Tyra haasi hanzvadzi yaJesu isusu tamuona we are the real family yaMura ..coz munhu chaiye anepfungwa anozviti mutsvene no matter watadzirwa zvinengei u forgive n forget munofunga kuti dai             Mwari achiita maitiro atinoita vanhu nyika ingadai isisina vanhu coz tinomutadzira everyday achitiregererera wozotiwo zvako svari nxaaaKumuchato akadzingwa mamuchida ati pesu pesu achiyendepi? Munhu anoyenda kwaanodiwa

September 02, 2023

Mambo Dhuterere Fans Complaining Vaigona Kare Ikozvino Vaane Kakuzvida Nekuzvidhonza Dai Vamira Hunhu Iwowo Mweya Watisesekedza

Uyu aigona kare zvaike zvino ane kamwe kakuzvida kaave kuita maybe kuona kunosiyana rinongoti kushata mazitama anenge mbeva yasvodza         Yaa ayigona kare mazuvaano nekukwira ndege kwakati kuuya uku haaa zvatoipa         Hayaaas siyay munhu adye Mari yake matama ayo kuguta,ini vegodo muchingowawata         Akagara akadaro uyu kakuzvida kacho ikako ndiko kanotoita kuti ndide mavideo ake,haa une ka that dhuterere keep the ball rolling

September 02, 2023

Wrong Turn Zim Version 6 Vanhu Votuka Mbuya Ve Zanupf Avo Hayaaa

The only way I'm supporting zanu pf ngavagadzire (Wrong turn 6 zim version) macharacters vanawo kudhara kungoti mumwe akageza chete but chihorror futi         Tese takavenga zanu but kuseka hurema hwemunhu hazviko izvozvo musapinde zvinhu nemoyo imimi         Musadaro besides being a Zanu she don't deserve this hate.do u think she could have chosen to be what she is .lets not mix things here,politics is just a game no permanent friends or enemies ,if we all think in one direction without hate zanu or ccc we all become one and move forward we just lack unity .           I always say ones vote can never surpass the comments here .granny did her part what about u .yes we al

September 02, 2023

Maitt Vachichema Vakunzi Nevana Vavo Bye Bye Chilindai Mubhazi Revasungwa Vana Vakashinga Ava

She was trying so hard to avoid looking at her kids 💔💔💔😭😭😭😭😭. Mothers pain!!!         And the way TT was so relaxed as if nothing is going on....i was so touched Very sad moyo wangu wadimbukaVana vake they are strong than I am...Ini hangu nemisodzi yangu irimumaziso Dai ndachema         Eish ndanzwa tsitsi ngavachingovabuditse Kani vadzidza😭😭Let's hope paanodzoka anorarama life iri normal she's a bubbly person life iyi haisi yake I'm not her fan but eish ndabatikana         This is good for her hantit vaizviita anofamba naPresident here Zimbabwe Wil humble you she must learn a lessonShe looks so good. Her skin has this extra glow. This was a ble

September 02, 2023

Maitt Voti Keep Praying For Me Pride And Ego Aifanira Kuitira Vanhu Vakabiira Sorry Not Kunyepera Kupenga

Keep praying for me cat family assignment mainzwa here this was a good opportunity for her to apologize kune vaakakanganisira but nadha       Katsibonga ikatsi ichingorine prideLet's hope paanodzoka anorarama life iri normal she's a bubbly person life iyi haisi yake I'm not her fan but eish ndabatikana           She was trying so hard to avoid looking at her kids 💔💔💔😭😭😭😭😭. Mothers pain!!!

September 02, 2023

Maitt Ngaasanyepe Mabag NdeState Mari Inotorwa Nechikurubhi Haiiende Kumba Ba Kune Madofo Ecat Family Pabatisisei

Ma bag ndee state not kt ndeemunhu anorukwa ikoko votengeserwa ikoko mari yo shandiswa ikoko vachitengerwa zvinhu not kuendesa kumba kwete           Usakuridzira vanhu kuti jere rakanaka Feri jeri ijeri musapara mhosva muchizviti tiri ma CIO E ZANU CHUPETI 🖐🖐         Hee zvosungisa zvema bag atanga kunyepa , veduwee tisazodaro munhu uyo haisi mhuka she can learn from her mistakes love you Muraa

152 153 154 155 156