Friday, October 25

General News

September 13, 2023

Rue Samaz With 9000usd Earrings Ma Socialites Vanoita Showoff Vapedza Voti Tikandirei Mastars Zvakaoma

Ma socialites they show off to us vapedza show off zvonzi ndikandirei ma stars vanhu kupusa or moyo wekupa unotoona achikandwa ma stars mabva kuposterwa ka            Millione Samaz Opfeka Ma Earring E 9 000Usd Ketina Ochemedwa Akapfeka E 10rand            Ma earing kuti kudii aaah ini handtengere mukadzi iwawo ndeye kurasa mari anga toenda kumaricho or kubvisa pa pay yake

September 13, 2023

Aunt Joy Vonzi Zvakwana Zvekutiganzira Nechikafu Tave Bho

๐Ÿ—ฃ๏ธ๐Ÿ“ขAunty Joy! ๐Ÿ—ฃ๏ธ๐Ÿ“ข Aunty Joy! Zvakwaaana! Chimirai, Tazvinzwa ๐ŸคฆTazviona makabvisa washing powder mupantry mune food!          Chimirai!Ndozvoratidza kuti mazimba vamwe vakakura vachishaya worse nenzara yemuzimbabwe iyi nekushaya mari munhu unobudisa chikafu every           time kunotori vanotenga zvekuti unotopinda mufridge uchitoregedza grocery wobva wopinda mupantry worongedza every month not zvekukandirana izvi ratoo drama ravo

September 13, 2023

Tatelicious Oti Ndavekupa Chiweti Changu KuMurume Wekuchekwa Blambi

Yakatambika yakatambika Ronda ropora new development kwahi na Doctor parikudiwa Donor baba vedu vatoda           pano tese vabatsirike chombo chavo chave good as dead dai vakakanda mu freezer time iyoyo chaisonerwa chotoshanda futi ko baba Tanya ngavatipewoka chavo kana chisina kukiirwa ku Mansion baba vabatsirwe nhai zvakunzwisa Tsitsi         But murume mukuru uyu akadamburwa aripai chaizvo mmmmm ungati pane zvisiri kutaurwaBut baba ava nekukura kwavo uko vakachekwa sei chaizvo , vagotadza kurwisa sure kungochekwa vaka relaxer sure kwakutoisa muhomwe futi mmmm

September 13, 2023

Hopewell Chin'ono Otengesa Imba Yake 3 Bedroom Yekuchisipiti 550 000 USD Izvi Zvirikushamisa Vazhinji Mari Yakawanda Iyii

Daddy Hopewell house for sale … 1/2 a million US$Prices People Sell Houses Are Just Ridiculous MuZim. Hence Dzimba Idzodzo Dzichizopedzesera Dzakuitwa Na Bnb Or Kuisa Maroja. Veduwe 500k For A 3 Bedroom Haaa No Please.           Mari Inokwana Kutenga Land Nekuvaka 5 Bed Nekusara Ne Changeimba ine mabedroom matatu half a millionThat's very reasonably priced by international standards considering ine swimming pool ne yard yakati o.            Obviously by Zim standards zvosiyana.Target market yake ndevaya vanobhadhara fees ne 1 or 2 mahonda fit per term and vachiperekedza vana nema helicopter the rest nyararai we ain't the target market ๐Ÿคฃ

September 13, 2023

Linda Masarira Onzi The Ugliest Woman Iye Oti Imi Kusviba Hakuzi Kuora Munoti Handigeze Kudiii Kutsvuka Hakuzi kunaka

Mai ava vari kutaridzika kuti vanogeza,vakanaka and matrouse anovafita,,,,vatukirwa Zanu chete chete otherwise dai vasiri veZanu vaisatukwa kudai       Mazimba kusakwana kunokunetsayi problem yenyu moda kuti vanhu vese vade zvamunodaKutsvuka nerunako rwacho zvodyiwa here tibvirei zvedu. Kunaka kwemunhu kuri mumoyo           Problem mazimba tinepamuromo tinodzikisirana Saka Moda tizore here kuti tiite mayelloboni musadaro imi unonzwa sei iri hama yako or wife wako kana tikasadanana pachedu tozodiwa nani I'm very disappointed nesu mazimba         She's human , she never chose her complexion and how she look whatsoever. This is not right

September 13, 2023

Madamboss Zvino Fungai Zvaatora Mwana Waje Vachaiwana Kuoi Mari Yekubhadhara Mai B

Manje Tyra pay yamai bee anozoigona ere kana vana ava vaenda vese          Munorongereiko nekufungira munhu seasingafunge mofunga kuti kudeidza mwana ku western countries kuisa mwana muna Malaicha otoyambuka         Limpopo hino zvaamutora muchaita sei mumwe arikutevera manje manje iro degree rake rokurwadzai chaizvo orega kuzvifarira pa page pake nekuti kune akabuda nema U pa O level well done Fungai ๐ŸŒ๏ธ๐ŸŒ๏ธ๐ŸŒ๏ธ๐ŸŒ๏ธ๐ŸŒ๏ธ๐ŸŒ๏ธ

September 13, 2023

Our Dunder head Celebrity Madamboss Vopindura Fan Rough Munhu Angaachitotamba Kuti Ndipeiwo Masandals

Infact the fan was COMPLIMENTING Madam Boss in an intelligent way kuti her sandals are good looking.But it seems Madam Boss Wenyu is DULL she didn’t get the sense,she failed to understand the rhetoric kunzi “ndokumbirawo ma sandals ayo”           it did not mean kuti she was saying she wants the sandals,the fan was simply admiring and praising Madam Boss in a rhetorical sense in an intelligent way and even high school kids can I understand this ..So if someone says to me “ooh           Munya I like your beards can I have your beards or I like your t shirt ndipewo nesu tipfekewo it does not mean kuti that person wants me to give her/him whatever she admires in me ,it’s just an

September 13, 2023

Fungai Mutisi Madam Boss Sister Saka Yatove Archivement Here Kutora Mwana Wako Kumuendesa Ku Scotland Vanhu Vobvunza

Saka yatove achievement kutora mwana wako kumupinza mu Edinburg here?kana kuti pane pandipfuuraI'm trying to understand something and failing to, saka ukakwira ndege to London you've prospered?           ๐Ÿค”Kkk hamusi kuona zvaitika apa chete,,, vanhu ava vanozivana ,,changamire ava vashaya kuziva kuti vozivisa sei social media kuti mwana wavo ave yukeyi so ndobva watuma munhu uyo kuti anyebere zvake kupenga ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚,,,           mwana uyo asvika nhasi Yukeyi then boom Delight ndobva apindira zvake achinyebera kupusa kkk,,, tingati icoincidence here kuti nhasi ndopawaudzwa kuti hautorewo mwana yukeyi mwana wacho ndobva atosvika nhasi ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚,,,,few minutes later boom ticket remwana bvuuu

September 11, 2023

Anna Honde Onzi Ngaambomira Kushaina Mushure Mekunge Afambira Konorukwa Chete From Harare To Bulawayo

Anna imbotimirira veduwe. You are so ungrateful, munosirukwa mahara muHarare umu but nhasi makutoita zvekutsvinya kuti unoita boarder to boarder kunorukwa?       Pride imbosiya Anna , chero Zozo mbinga yeZimbabwe haaite rwendo rwekunorukwa kuBulawayo. Ingoti wanga wanoona Hama dzako usanyepe iwe, tokutrusta sei zvekudonate-a mapads iwe uri munyepi mukuru? Hauna mari iwewe gara pasi ๐Ÿ‘Ž After all munhu wako iyeye ain't that good ,             knotless braid rinobatwa Kani paHarare tarisa vanhu vanoruka Audrey Chitewe naLorraine Guyo naStacey Ivy Chihwa Uyo kwete zvako izvo knotless rinenge normal. Haaruki zvembiri munhu wako Anna. Dzikama Anna, please ๐Ÿ™ Ndatuka here ndituke futi? 

September 11, 2023

Marvelous Emerson Junior Girlfriend Voita Kurwisana Na Pokello Zvakaoma Zvemu Harare

Iwe Pokello bere re nyika onorwadziwa kt Junior ED akayenga Marvelous,mrume wako hanti newe uri bishu Leah anotoziva kt mrume wake ibishu hombe ndosaka asina basa ne ma side chick anoziya kt anouya achienda iwe wakafunga kt u are very specially ochaendesa mkdzi uyo         zvakaita mai vako kuendesa vakadzi vamwe va chombo๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚point of correction ku ma bride maids a bere renyika anoti akabvisirwa 40k no imari ya ka bvisirwa mkdzi wa Chiwenga generari,makambowona           Ed junior achiendeswa ku ma important business meeting zvinoitwa ma twins,or makambowona ma twins achiti panouya zvi ma artist ana Rick ross vanoundzwa ne zanu vanenge variko,kunoenda iro bishu ra na pokkelo cz family yakatowna kt ndokwak

148 149 150 151 152