Natasha u have lost my respectAhhhh who respects Natasha anyway, she's Jeremiah omotos spiritual daughter. If you know you know. Daughter of a native doctor and she's a scammer. Why would a normal person respect Natasha omg Moda amuvengerei Natasha l love you hausi Mwari unovenga vanhu, ED achatongwa naMwari not vazodziwa vaMwari Natasha I bridge rekutiyanbutsa kuti titebdeuke muzvivi zvedu so aripabasa raMwari
Anna uku feeler sei shugera akazowana umaqondana wakhe😍❤️dhubhayi uko vachidla zvavo nyika rutivi🫦🫦 Life goes on iwe vangani vawakadanana navo vausina kuzoroorana navo?Hazvina basa Anna hanty iwewe utori nebeach rako😂😂😂😂 munoda kupa Anna pressure imi vanhu thats why ave desperate for marriage mazuvano
Mudiwa Hood shots fired kwahi unonyora zvisina musoro instead of writing about kugara nevamwe zvakanakaWell done Mr Mutarisi you nailed it. Vaudzey vanhu avo kwete kuswera vachit vhairira 👏😚 TINASHE MUTARISI SAID "Went to meet one of our most important suppliers today. My wife was representing @nashfurnishers and I was just the backup dancer. We got a price reduction without even asking for it. To be honest half the time we did not even talk about business. We spoke about family, how they started, how the suppliers mother was doing, how it was so easy and pleasant to work with them (which is very true)
Anondibhowa zvekuti kuInsta achingoti Daddy , my father ,my President. Dhemeti!Bona akadzikama ko umwe uyo akuzhinyei ipapa😏Bvani kunaka hre aa the garwe fam yambainakisa ehh ende kufanana negarwe avatyise wena lol Kwakayipiwa kumhuri iyi, ya Ed mukomberanwa chaiwo, kushaya kana one ari better haaai ungati matsakunyena 😂
Tafadzwa Zakeyo musi uyu ndakapihwa lift nadriver weGonyeti zvikanzi mupfanha inda unovapedzera. Ndobva ndasvika Centenary makandimirira muri 10. Kwandiri it was not a flop. It was 10 people who enjoyed my music and the Gonyeti driver akandisvitsa kwamuri. Thanks for sharing this. It’s these stories that keep me humbled. Thank you to you ma day ones maride or die. Appreciated 🙏🏿🙏🏿Haa ko pakazonetsa kaa muchinzi hamuna kuuya apo mutori pa stage zvainzi ko mota dzavo dziripi vanhu ve band vacho apo gonyeti rainge rapa lift murume rainge rabaya kare 🤣🤣🤣 ndiyani ayizviziva kuti hombe yainge ichiri kugadzirwa ku america .# ndimwari
Makanga magona kunoona pamakarerwa ikoko kwaChirozva kuMhondoro via Nyamweda Sweetmani, chero zvavo muchiti mairohwa but kuzopemberera kufa kwemunhu makanyadzisa mufunge. Whoever advised you to take that video down akagona because hmmm that was uncalled for. Mai Kachembere felt uncomfortable nehunhu hwenyu Tyra naSekuru Gudo. Next time musatange mafeeder sekuru Gudo chibuku muchida kuzoita live because nezuro vakazenge vonyadzisa . 😂😂😂 Asi Gudo ane masasi hanzi mbudzi ndodzaitinyaradza kana tochema tarohwa and ndodzakatiperekedza patakanorara musango tathreatenwa pamusha pano . Sorry vana vaRoisi , chi regererai shuwa kupemberera kufa kwehama yenyu pafesibhuku hazvin
He/she needs mental health 😝😝😝 akutopenga takatarisaMbolis kanga kaiyiisepi nhy Now I can understand why dzaka decider kuita ngochani 🤣🤣🤣Saka akafa mumusha mavo vachatorovawo guva rake here handinyatsoziva hangu zvekurova makuva izvi ndakanzwa kt kudzora mweya wemufi mumusha so uyu mweya unodzoswa futi here Ko nezuro vaizvipima ropa palive heyo edzi yenyika zvanzi ndiri muhwere ini hameno kuti mai mazepinekisi vari kufeeler sei zvakaoma mufunge😮🤔 Mazuvano ichabatwa munhu ere edzi varikutonwa mapills avo chaizvo varikungobuda vasina ameno hanzi inonzo low watwatSaka ukaita one line it means Uri positive here.ko kana uri
Eish ndabatikana hangu zvino munhu wese zvaafunga kubuda muno macho muchasara ani nhai😭? Kugara muZim kana usina any Zanu PF connections or a good job dzangovawo hadzo nharo ndochokwadi. Ndopatasvitswa apa na Emmerson senyika, sad! NB:Vane negative energy irikukuvavai please pass this post ndakumbirawo hangu. TitendeIni ndakandishamiswa naJoey, aiita sezvirikufire wani, marounds, mashop asi akasiya akumaCOS . Another sad reality is most of us tinotodawo kubuda kwacho but pekutangira hapana apa makore akufamba. May God help us 😢Jackie ngarande, Joey, mhofu wamadam boss now comic pastor, for sure Zim Haina kumira mushe .
Kikky badass ataura apa… for once she posted zvine musoro stop using eye tests kunze uku ...unoona munhu muclub after 2hrs makurova henyu yeke ...jus because waona akabatana ...munhu akabvumwa neARV anogona kutobatana zvekuti unotofunga kuti hapana chirwere....when dating let's try to condomise and buying hiv self test kits anoita $3 moonesana kana muchitya kunotestwa....then koitana handife ndega ...The misconception tht it’s in Harare only will have people in trouble Kwese kwauri don’t trust anyone. Musaite ma tests ne maziso. I know a lot of big people who are unwell Stay wokenot only harare even kuno kuma small towns kuno vanh
Musha wacho une mhepo kushaya kana one anokuda zvekusvika pakuita lesbian apa Dhagi kubhara mazero chete haa zvakaoma zvokwadi BaDoggie mwonzora vosheedzwa kubasa apo mwana wavo haasati adzora tsvimbo pamashoko ake nekuda kwekushaya kana munhu akahwinha kubato kwake