Saturday, November 30

General News

November 06, 2023

Joey Nyikadzino Oudza Mambo Dhuterere Mastreets Akazara Varoyi Vanhu Vari Bitter Nenhamo Vanenge Vachitotya Mango Achitaura Ndove Zvake Musabatikana

Keep going guys more respect and love for you , just focus on you mastreets azere bitterness,             munhu anonyora zvaanenge afunga achidya mango hake           Mambo Dhuterere Voti Nashoko Amunotaura Hazviiko Kana Ndikanzi Ndine Girlfriend Handifambi Nayo Huyai Mundibvunze Mai Dhuterere Varipi Mukandiona 

November 06, 2023

Joey Nyikadzino Opandukirwa Kunzi Inyoka Toziva Mai Maketeni Mushure Mekunge Aposta Tt Kunyepera Rudo Nekuti Maitt Vabuda Mujeri

Pazvanga zvakaoma pane 1 shamwari yakamira namai tt zvekuti.taitorwadziwa.kuti.ko.mai tt ashayashayawo.         2/3 macelebrety angamira.naye here but haaaaaaa that lady anonzi Mai maketeni mwari ngvamuitire zvihombe hombe ,,,,,,               ko vana Joey nhas vakubudikira kudai veduweeeka Satan ngaashande ne type dzakadaiHaaa comment section yajamuka mbuya matako vakuda kutsvaka dzvene

November 06, 2023

Ketina Onzi Saka Aachaita Seiko Maitt Xvavanuda And Cleared All Charges European Countries Vanoenda

Cleared all charges found not guilty saka kuEurope anoyenda here coz anzi haana mhosva asking for Ketsvina           Yes of course gwesvina gwuchaita seiko ns tete vebhibhoYes kuEurope anoenda she is cleared             nhasi ndiri kungonzwa kuda kufamba ndichisura zuva resekuri kufarira Mura yes yes yes πŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒwlcom Murandakadzi tange takakumirira tirimo muhari 😊😊😊😊Yes kuEurope anoenda she is cleared

November 06, 2023

Izvezvi Muchaona Vakutanga Kudenha Madamboss Have Been Irrelevant since Maitt Was In Jail Content Chaiyo Vavasina

Madam Boss has become so irrelevant since Mai Titi incarceration , she always piggybacking on FELISTAS defaults and uses them for her advantage.             Now that she doesn’t have those opportunities she is not interesting at all no content to fall back on . Lesson in life you need everyone in life including your enemies.           Even endorsements dololo these daysTo be honest guys don't expect fovours from celebrities or kudiwa ukaona achiswedera pedyo newe ziva kty ane             ma benefits that's all madam Boss pavaiwana mabenefits from maitt she was so closed zvavo zvaita now she can't even talk about her name kasisi k

November 06, 2023

Maitt Is Free Vabuda Mujeri Vanhu Varikupembera Zvokuti Nemufaro

Mai Tt has been found not guilty of Theft Of Trust Property and freed by the High Court on appeal.         Mai TT’s lawyer Tafadzwa Muvhami explains the ruling.   Cleared all charges found not guilty saka kuEurope anoyenda here coz anzi haana mhosva asking for Ketsvina           Felistas Murata better known MaiTt is now a free woman , she was found not guilty .   Who else misses maiTt??

November 06, 2023

Mudiwa Cookie Ofara Maitt Vabuda Mujeri Ndini Ndave Shamwari Yavo New Cat Family Aunt

Mudiwa Cookie Ini ndiri Manjenjenje Mai TT ndi manjex call me vakoma tone 🀣               Cat family who ever Acha attacker mai venyu zivai kut mune manjuzu enyu manyama Ari pano🀣             Welcome Mura vangu my only new friend ini ndakutoda kutamba newe shamwari ati ketty akakutadza ini ndini ndichakufadza

November 04, 2023

Thomas Chizhanje Oti Avekudanana Na Chipo Terry Atosiiwa Pachena Aah

The way you guys show chipo love is lit, just wish that u do that to many people Thomas Chizhanje Showing Love          with disabilities πŸ™πŸ™πŸ™β€With bae Chipochashe Muchegwa❀️❀️❀️❀️          

November 04, 2023

Imba Yamai Va Chipo Trouble Causer Haivaraidze Kuita Chirugwi Chehuku Iye Ngaachengete Vabereki Kana Kumbonyara Kutorwa Pic Aine Brazilian Fans Not Happy

Pic rozomboda here kutorerwa muchirugwi πŸ˜‚Make up iyo ne wig hazvienderane ne madziro ,door ne denga iro         Chipo vakira amai yakanakaKana asina yekuvaka vaigona kungo skimmer madziro Acho cz umo munogona kugara tsikidzi kana mahumba           Musazodaro uyo akataura vani kuty handina chinhu ndirikutitangawo kuda kusimuka so musiyei zvishoma zvishoma anosvika chete ndomudira kuty haanyare nekwaakkabva vamwe pano moita life yepadenga when it comes kwamakabva mumwe haatodi             kunzi anobva kumusha ipapa ku Town kwacho kwa moti mobva kwacho mhuri yose iriku roja saka sit down henyu siyai munhu ne life yakeMuchiti vane mari svinu here ava, mari dzavo n

November 04, 2023

Ivy Kombo Onzi Kama Yamuwana Kutora Murume Wamai Saka Jeri Rakamumirira UK And Zimbabwe Kushandisa Fake Degrees And Documents

Karma never loses an address...   Rev Edmore Moyo and Amai Kasi douyai muwone testimony iri kunoπŸƒ‍β™‚οΈπŸƒ‍β™€οΈπŸƒ‍β™‚οΈπŸƒ‍♀️ Mhombwe mbiri dziya dzekuku hurirai gore riya dzasangana nazvo.             Ivy Kombo and Admire Kasi makaita chimarriage chenyu chemjolo & got away with it nhasi moita chi degree chenhema mukahakwa.. Vana vesangano huyai titsanye vagezi varegererwe nevemutemoUtsinye Kuba murume wemunhu chocho zvaiwana ngwarati kkkk             Hazviperi mushe izvi couple mbavha . πŸ‡¬πŸ‡§ UK fraud team unenge yakakumirirai kana Zimbabwe πŸ‡ΏπŸ‡Ό yapedza nemi. Mr Google UK vanoti.         It is illeg

November 04, 2023

Mhondi Mbavha Dzabva South Africa Nepfuti Dzobatwa Zimbabwe Madays Amugabe Kwakanga Kusina Zvakadai Citizens Crying

Nguva yava Mugabe munhu aisabirwa masikati zuva rakacheka nyika pfuti nemapanga taizvionera mu TV ende CID tichiita basa nemazvo ezvino iiiiiiii y           akuzorwadza nyika iye pfuti dzakaita kudira mbavha hadzichatya πŸ’”πŸ’”πŸ’”πŸ’”πŸ’”Zvimwe tingataura guys but inini Cid Zimbabwe πŸ‡ΏπŸ‡Ό             ndoitemba vanhu vanoshanda havo ivavo pasina zanu pf those people do there jobs πŸ‘Œ asika idzi imbavha dzikubva South Africa kwavajaira kuita               Madiro ma Zimba arura kuno unotonyaraZvakaoma ende iteam mzanzi iri muno makazonakira kt vanobatwa fast team CID harizotori nguva risina kubata vanhu as long vasina kubuda muZim

141 142 143 144 145