Saturday, November 30

General News

November 08, 2023

Mai Dhuterere 27th Birthday Ravanzi Aiwa Muri Wa 1975 Izvi Zvaita Mambo Dhuterere Vaburitse Zvitupa Zvavo Kunyararidza Vavengi

Amai Dhutere is born in 1975 and Mambo Dhutere is born 1987, small house 1998 plus ane than men's weakness akizha iyo, so honestly speaking i think Mambo Dhutere's cheating can be justified. Chete hangu people say i have a crazy mind but i personally think as Women we should just learn to share these men in peace.           The statistics numbers shows that in each and every community women are plentier than men which means that there is a lot of women that sleep alone without partners. Women should just understand that their men sometimes have to go and service the other women who have noone to service them.             All this my man is mine alone is a bunch of nonsense WOMEN must share

November 08, 2023

Tete Mildred Na Tinashe Voti Mungafarise Henyu Kuri Maitt Vabuda Asi Vakavharwa Mari Havana Kupusa

Vanhu Mogona kufara muchiita kunge kusvotesa kuti abuda munoti vakavhara Mari vakapusa hre or vachangonyarara one way the other vachamupfidzisa chete she must be careful now hupenyu hwake hausisiri safe feli ngatobude aite munhu kwaye zvake asazotanga             kuganza nekutuka vanhu vacho pama live hake zvinoita zvimwe chete ,imi cat family ndimi mopesvedzera nekutukirira vakadyirwa Mari dzavo muchamukwadzisa cheteRegai ndinyore zvinooneka,             MAI TT VAKAPIKIRA JERI MHOSVA YEKUSAITA COMMUNITY SERVICE ,KWETE YEZVIKWERETICourt said Mai tt akagara mujeri 5 months iye asina mhosva?.             The State to be sued wotoita Mari. Wi

November 08, 2023

Zvinoshamisa Zvinotyisa Ketina Zvobuda Akabatwa Kumakuva Achiita Zvekuromba Asati Aenda Kuchando Ndizvo Zvavekumupengesa Sekuru Marondera N"anga Yake Yotaura

Ndadzidza kuti kana Uchida kuenda kuchando usabate ngwenzi uwane visa or kupfuura pa immigration zvinozopanduka           later ketty mishonga iye yekwa sekuru marondera yakupanduka ehe wakapinda muIreland zvikaita se zvanaka but look now wakutopenga Again n Again         Isu we are loyal to entertainment chatoda kuvaraidzwa        Ngozi yekuuraya step mother vako mukayedzerwa muri kuma kuva ku highfields paguva remutorwa iripei, nyaya yacho iyo mu newspaper

November 08, 2023

Job Sikhala Son Ochema Mu Zimbabwe Vane Mhosva Ana Maitt Vonzi Havana Asi Vasina Vanofiramo Mujeri Zvakaoma

#Heartbreaking Mwana waJob Sikhala achiratidzira pamusoro paBaba vake       Sikhala akasungwa musi was 14 June 2022,nanhasi achiri muRemand kumaximum prisionπŸ’” Asi unoona Zimbabwe yese ichifarira kusungurwa kwa           Mai TT asina kana basa😒Vane mhosva vanonzi Havana vasina mhosva vanonzi vanemhosva vamwe varikuoika malife in jail nekuda kwekuti wakaona Banga musango ummm hupenyu so          

November 08, 2023

Loveness Samaz Haazi Kufara Maitt Vabuda Christmas Tichinyaudzwa Dai Kagarako Kujeri

Loveness Samaz Not Happy Maitt Vabuda Kwadzokewa tinonyaudzwa Christmas yes πŸ™‰πŸ™‰πŸ™‰Bp yangu kaaani           The way i see it people are not happy she is out. She has kids to feed and look after. People are also lamenting on her thieving/zvikwereti.             Guys who doesnt have debt. On that one she can talk to those people and settle it. Honest zimbos are something else

November 08, 2023

Maitt Vonzi Vanoda Kuuraya System Yemutemo We Zimbabwe Vaburitswa Sei Mujeri Nguva Isati Yakwana Vanhu Vodzifambira

Saka uyo Pambuka ndiye asina ma Connection ku gavhument kuti abudewo before time?         Makamboonepi nyaya inonzi yadzokera ku Court pasina kuitwa Apeal a SENTENCE?? Feli nevanhu vake vanoda kuuraya system!           Saka magistrate akamuti GUILTY saka is incompetent ka?  Vari kuti angonzo dzoka tikutonge patsva ! Nekuti AKOSHEIKO iye akaba? Ane 2 ppassports futi and its ignored!            Saka munhu wese mujere ngaatongwe patsva for no reason!!  Who is her boss?Anyways asi chakambo serva hacho sentence nevamwe vake !               The law inonetsa kunzwisisa unless watoita study law mu

November 08, 2023

Ketina Oti Musafarise Cat Family Maitt Varikudzoka Kujeri Futi Vane Mhosva Dzakawanda Dzakavamirara Mbavha

I love zvikiti's confidence when mai vavo still has other people out there that can pursue more             CHARGES kupusa kwacho 🀣🀣 rambai muchitokonya mavictims! #tsikidzifamily         #zvindakwenya

November 06, 2023

Strive Masiyiwa Zimbabwean Billionaire Otenga Imba Ye 25 Million Usd

Black billionaire Strive Masiyiwa surpasses the big guys owning 2 apartments on top of Eldorado 29 Tower worth nearly $50.000.000           Black billionaire Strive Masiyiwa surpasses the big guys owning 2 apartments on top of Eldorado 29 Tower worth nearly $50 million         ll Strive Masiyiwa, a businessman in the Zimbabwean telecoms industry, paid $24.5 million for two penthouse condos in the Eldorado tower.

November 06, 2023

Mbuya Murata Vochema Nemufaro Maitt Vabuda Mujeri

ITS ALL JOY!   Mai TT’s parents after the comedienne's sentence and conviction was quashed by the High Court.           Mai Tt has been found not guilty of Theft Of Trust Property and freed by the High Court on appeal.         Mai TT’s lawyer Tafadzwa Muvhami explains the ruling.   #hmetro

November 06, 2023

Walter Magaya 40th Birthday Yadah People Havasi Kufara Tinobhadhara Zvipo Asi Hatina Kudya Kana Cake Mari Dzedu Dzodyiwa Nema Celebrity Amakoka Kumabiko

Chamvary,Olah Faith Candy,Chipo the trouble causer,Jackie Ngarande,Tariro Gezi,Madam Boss,Ginimbilite,Lorraine Guyo,and many more vanokokwa ku         bhavhadhe dinner raMagaya vana vesangano chavo kubvisa chegumi chete kuma birthday havatombo qualify πŸ˜‚πŸ˜‚ ..Play them Magaya until they wakeup ,               Sunday kuchurch lie to them vobvisa offering 4 times vozodzokera zvavo kumba kunozora Annointing oil yawavatengesera for protection yet kwako kumba kune security company ivo vanochengetedzwa nema wrist bands πŸ˜ΉπŸ˜ΉπŸ˜ΉπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚..

140 141 142 143 144