Saturday, November 30

General News

November 10, 2023

Mashura Zvinotyisa Zimbabwe Yashata 2Year Old Sophia Undi Ouraiwa Ochekwa Maparts Obviswa Maziso Body Yake Yazoonekwa Vabereki Vochema

MWANA ane makore maviri ekuberekwa wemubhuku raNyachowe, kwaZvimba, kudunhu reMashonaland West, anonzi akatsakatika pamusha wevabereki vake apo aitamba pachivanze nevamwe nemusi wa18 Gumiguru         ndokuzowanikwa akapondwa kwapera mazuva mashanu, mutumbi wake uri murwizi Hunyani uye usina dzimwe nhengo nemaziso.Shantel Ndoro anonzi aitamba pachivanze chepamba pavo pasi pemuti wemuhingi vachidya muchero uyu aine vamwe vana vashanu kuma 5 zuva rodoka musi uyu.         Vamwe vana vakuru vanonzi vakazomusiya vachimhanya kunobata ishwa pachuru chiri pedyo.       Panguva yakaitika izvi, amai vemwana uyu, Sarafina Undi, vanonzi vaiva vaenda kwavanoita basa rekusona mbatya uyewo baba vake, Success Un

November 10, 2023

18 Year Old Afa Ku Gweru Nekunyura Mudam Re Kanzuru Maakanga Achitambira

MURUME ane makore 18 okuberekwa wekuGweru akafira mumvura achiedza kushambira muduhwino rekanzuru yeko apo aida kutonhorerwa zvichitevera kupisa kwakanyanya kwaiita kunze.             MURUME ane makore 18 okuberekwa wekuGweru akafira mumvura achiedza kushambira muduhwino rekanzuru yeko apo aida kutonhorerwa zvichitevera kupisa kwakanyanya kwaiita kunze.

November 10, 2023

Nekunaka Kwese Uku Sisi Is Wanted Nekuda Kwehumbavha Con Woman

Makadii henyu ndachikumbirawo vangazivewo muskana uyo . We used to go together kuredcross tichiita nurse aide ,         she lied to me about ma English test tapedza achiti her uncle is the one vanoitisa izvo aida kuba mari l gave 300usd mufunge and she blocked me everywhere pandakazoda kubvunza mugroup re nurse aide Zvikanz akatovhara vamwe .           She came to me naMarvellouss Mauchaza iye anonz Tafadzwa . Please please vangazivewo surname or kwaanogara ndiudzeiwo mwana imbavha uyo

November 10, 2023

Zanupf Mp Newton Kachepa Afa Mutsaona Aenda Ku Hospital Kusina Zvekurapisa Mhuri Yake Yochema

Former Mudzi ZANUPF MP and recently-installed Chief Mukota, Newton Kachepa, died this morning at Marondera Hospital from injuries sustained in a car accident in Murewa.         At Marondera Hospital there is no ICU, no medication, no manpower, no ambulances. Former Mudzi ZANUPF MP and recently-installed Chief Mukota, Newton Kachepa, died this morning at Marondera Hospital from injuries sustained in a car accident in Murewa.         When I talk about bad roads, lack of ambulances and dilapidated hospitals, ZANUPF accuses me of driving an anti-ZANUPF political agenda.         The looting of public funds and plunder of the country’s natural resources by ZANUPF elites has dire and fat

November 10, 2023

Elizabeth Maphosa Ku Captown Hazvina Kumira Mushe Ofumurwa

iwewe elizabeth maphosa wakakumbira rubatsiro ukabatsirwa waona zvako zvaita wakusiya wasurira vanhu.wangomuka waka bvisa vanhu mugroup nekuti           zvako zvaita mari dzevanhu wakadya wakutaura rafu kuti wakashandisa mari yako kubva jozi asi waipemha mari yebhazi kuti uuye kappa.             hazvinzwaro mangwana uchashaya anokubatsira.natsa kwawabva.plaz utsiure rachel asiye chihure aripamurume kune vanhu vane ngozi kunze uku achatemwa akafa.hautendi iwe

November 08, 2023

Maitt Felistas Murata Zvobuda Izvo Vakanga Vakasungirwa Pasina Mhosva Wrongfully convicted Verengai Munzwisise

Mai TT acquitted, High Court says socialite was wrongfully convicted   Story by Fungai Jachi, Courts Reporter           THE High Court has acquitted jailed socialite Felistas Murata popularly known as "Mai TT" after she was cleared of theft of trust property charges.         After serving at least five months of her nine-month jail term, Murata is now a free citizen after she was acquitted by the High Court on the basis that the Magistrate's Court wrongfully convicted the socialite.         Speaking after the court session this Monday, Murata's lawyer Mr Tafadzwa Muvhami explained the new development.         "

November 08, 2023

Zimbabweans Tombozororawo Kuoneswa Dzabu Maitt Vauya And Mutakitiki Wamadam Tave Kuuziva We Pressure Vachatanga Kunyepa Company Endorsements

😂😂😂😂tanga tanzwa ne emotional blackmail yemwana kiti ikabuda tombozorora. Tyra haana kathat akatonhora zvake kuti tonho chero maadverts ake unotoona kuti kuzama zama.         Chikiti chabuda mirai muwone mvana iye yakasiiwa ne mrume yakuchitanga kunyepa,heee thank you company nhingi fr making me ur brandambassador😂😂😂😂😂hee ndatenga mota,heee imba na nhasi mansion yakandzi irikuvakwa na prophet vaya dololo,movie frm               America dololo,becoming Madam Boss dololo,ukwane Trya ndosaka mrume akakutiza             That’s true though, ndanga ndisina kana kumbozviisa musoro but ever since mai tt vaenda she has not

November 08, 2023

Olinda Oti Ketina Cookie Vakadzi Vakuru Vanonyadzisa Kuswero Itwa Na Mandla Anetukumbo Tunenge Hwiza Irikutorwa Nemhepo

Olinda Oti Ana Ketina Cookie Kefi Vakadzi Ava Vanonyadzisa Kutoda Ka Mandla Kanoita senge Kahwiza Muroyi           Tukumbo Turikuda Kurohwa Nemhepo unotozvishaya🤪🤪🤪🤣🤣          

November 08, 2023

Zvekupfeka Zvinomunetsa Faith Candy Kupfeka As If Ndiye Mai Magaya Ku Birthday Ra Walter Magaya

Iwe Faithcandy panyaya dzedressing une basa hombe you were overdressed for a dinner hayi mhani, apa ungati ihombe pabreast aiwa iwewe surrend           Uuum faith uyu kkkkkk zitutu dress kunge ndiye muridzi weparty           Mmm.padinner zvake akatadza kupfeka it's too much mhani kunge repreg photoshoot             Ha faith pakupfeka kudhara zvake ummm vanokoniwa vatete zitutu dress kunge aripa baby shower kudaro

November 08, 2023

Bounty Lisa Gone Chipo Chakaenda Souljah Love Ndiye Aiita Vatorire Iye Wacho Otaura

Sauro ndiye akaita arire musikana behind every women theres a strong man who wishes her success in life only Sauro             Parikutaurwa zvetalent kuti rakatoenda here haachaimba ndozvirikureva munyori zve rip mazviona paip           Kugona aigona hake but behind every successful Woman there is also a Man....Sauro made her valuable

139 140 141 142 143