Friday, October 25

General News

October 08, 2023

Tari Na Martin Voita Zvinonyadzisa Kufamba Vakabatana Magaro Zvisina Kuzofadza Mafans Matadza Kuitira Kubedroom Kwenyu Here

Garo raunongobata mumba everyday ndoraungabva waita kufonyora paruzhinji karume aka kakutongoraramira malikes         Pekugara chaipo panonziwo penyu hamutorina basa kungoswera muchimbeya mumaraini muchimbanyana magaro.Baba naMai zvese kushaya kana fokasi nelife           zvachose chavo chavachasiira vana panyika zvimaskit zvekuTiktok.Sorry katatu vana venyu ndaona vadzvova nhamo kuti dzvooo chaiko.

October 08, 2023

Cat Family Kuwundura Ketina Endai Unobviswa Ngozi Kwasekuru Tashu Wosiyana NaMaitt Nesu Mahouse Girl

Ketina "Veduwee inzwai chirungu Zviri kunzi abhandara Rashel mari yake $10 000 saka nyaya yadzimwa kudare. Apa arimo mukati achisevha mwedzi yake yaakapihwa iya mahouse girl akatsibonga dzikamai πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ #jerigirlpaid           Akadya mari dzevanhu saka atori ne lucky hasikupenga ma zimba anemoyo yakanaka ingadai kurikunedzimwe nyika akaroyiwa was πŸ˜•           Cat Family  attacking  Iwewe ketty unotondishamisa endai nê mhuri yekumba kwenyu kwasekuru tasvu unobviswa ngozi dzaminadzo dzekumusha kwenyu wapedza mura anokurwadza chaiko mubonzo muskelaton kwaaaaaa         Dzekumba kwenyu tsveee ,Dai waregedza bitterness unoita peace and LV your o

October 08, 2023

Jeri Plus Kudzora Mari Cat Family Contributed 10 000usd For Maitt Voti Jeri SolvedcMy Problems

Ndozvaifanira kuita cat family Mai vasati vaenda ku Jeri but vaikurudzira zvisina basa vachingoti go mura go         Jeri kuna felly solved her problems coz vanhu vaakakwereta vaimupa pressure vasisamupe mukana wekutsvaga mari dzacho also vanhu manga moona           semunhu anonyepa kut ndirikutsvaga mari dzenyu but now akupota achitsvaga ari parinane asingatye kurohwa nekuuraiwa nemi vanhu moti aida hre kupinda muzvikwereti zviya zvoseImagine she is in Jail but managed to pay.         Thanks to the kittens who helped. Uzaphuma kuphelaπŸ˜†πŸ˜†πŸ˜†Jeri plus kudzorera mari

October 08, 2023

Cat Family Madofo Maitt Havana Kuburitswa She Just Paid 10 00usd Ya Racheal And Still Serving 9months

Congratulations Rachel wapihwa Mari yako tavapa Next case number 4 kana musina ku engager lawyer kuti           akupushirei date musazoti Court ine chizivano maya unozoshamisika wakudeidzwa gore rinouya chairo wanai justice pamari dzenyu           She paid the 10k debt yaRachel so charges were dropped but will still serve the 9 months sentence .       Nzwisisai chirungu

October 08, 2023

Maitt Best friend Mai Maketeni Voti Hana Yangu Na Felly Inoroverana Saka Ndirikumubatsira Aripanhuva Yakaoma Hapana Anganditenda Asi Mwari

I was tagged in this post and I would like to thank you Lolo for acknowledging me.       True a lot of people judge me because they don’t know me only a handful knows my true self.I’m not a saint zvangu but when it comes to friendship I’m not fake neither is Fely, hana dzedu dzinoroverana.           We share a strong bond that’s why we got back together even after all that happened before.When we say my day one we mean long long back before mai maketeni and mai tt tichakumbidzana hembe.Tichipanana hupfu nemafuta tiri kubudiriro.         It’s very unfortunate people don’t know what I do behind the scene for my friend.I laugh at times when I see people

October 08, 2023

Madoctor And Nurses Oramwa Parirenyatwa Hospital And Sally Mugabe The Biggest In Zimbabwe Haana Oxygen Machine

The state of healthcare in Zimbabwe is now so bad such that the biggest public medical center, Parirenyatwa didn’t have oxygen today.           Patients needing surgery/theatre care were sent to Sally Mugabe Hospital (Harare Hospital), which is Zimbabwe’s biggest hospital.         But Sally Mugabe Hospital didn’t have Sevoflurane, a drug used for Anasthesia for theatre.         So at Parirenyatwa there was no operations, Sally Mugabe had 5 patients for theatre, but the surgeons only managed to do only one case with the remaining Sevoflurane.       How can a country with over 60 minerals including diamonds, gold, platinum, chrome and m

October 08, 2023

Tawanda Mukome Died After An Accident In Burma Valley Mutare Akasvika Kuhospita Kusina Mishonga Nema Injection

Road traffic accident claims another life. Tawanda Mukome succumbed to injuries sustained in a horrific road traffic accident which happened on       Tuesday morning along the Mutare -Burma Valley road near Matanuska Farm. Tawanda Mukome was driving a mushikashika Toyota Wish vehicle going to Burma Valley when his vehicle had a head on collision with an oncoming InterAfrica bus which was traveling to Mutare.           Tawanda Mukome died yesterday at Victoria Chitepo Hospital.He lives behind a wife and one kid.

October 08, 2023

Graca Bus Ratsva From South Africa To Mutare Check Hama Dzenyu Zvakaoma

Graca ratsva....from SA to mutare...pliz check kana uine hama or zvawakatumira         Hawambope reses madriver awa anoboiler kupisa engine ayaa fanika mazhotong tong      

October 06, 2023

Chii Chaicho Zimbabwe Yakaroiwa Ine Ma Celebrity Ekunhongeredza Mwari Seiko Dzimwe Nyika Nigeria SouthAfrica Dzakakomborerwa

Zimbabwe nemaseleb ekunhongerera           Hamusati maiwona nhundurwa iri mundumurwa, iri yemupururwa inenge yakaita yeku Gurwa Gurwa inovharwa ichivhurwa πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ’₯πŸ˜‚       Hwereshende

October 06, 2023

Ketina Ofumurwa Kurongera Sister Yake Hutsinye Doreen Masomera Zvakaoma Zvevanhu Ava

Aiwa kettina wakunyaraka nema audio arikuda kubudiswa na doreen maabatiswa na sabina mukavhunduka iwe na masiriri thts y marasisa ndodo zvamamakaronga xvaenda mudondo         matoona kuti doreeen haasikudzora tsvimbo makunyepera kuti hee momuda bt ndimika mukutuma vana pj nana ndodo kutuka doreen regai tinzwe huroi hwenyu askna zvese zvamaironga nerwamoti pj rwaiudza doreen zvinl             doreen unema audio mazama kuti ndodo avhariridze kuti iclip yakabatanidzwa bt hazvisiku make sensi hai nhaka tichaonerera ini hangu ndamanzwa chidimbu asi ndaona ndodo akufumurai pamadhiri ekutumana apa hande tione varwetsvina makunyepera kuzungairaka

138 139 140 141 142