Friday, October 18

General News

September 21, 2024

Tariro Gezi Why Zimbabweans Ovhunduka

Zim Socialite Posted her Maid Working at 11pm Zimbos are not impressed.Tariro pakuzopfekedza auntie uniform apo ndichirungu chacho hereIni kana Ndiri housegero wako ukandiposta nhai oOoOO unondionaUchaurayisa munhu nemagetsi iplug rudzii yakadaro hezvoo         And the way l love aunty wasu sooo ka ❤️❤️❤️🫂🫂🫂 pressure 0 and vanoita zvavanoda pamba paTariro. Avatoide ironing board at all. Aunty she’s very fine vatori pamba pavo

September 21, 2024

Pashata Daisy Mtukudzi Orowa Selmor Mtukudzi After All Kunetsera zkuda Kuuya Wokonzeresa Drama

You should have spoken to your father when he was still alive you Drama Queen.Hezvo after all the tagging for her to be included, she chose drama         Tuku failed by neglecting his kids from his first wife đź’”

September 21, 2024

Tinashe Mugabe DNA

Ndo team rairambanisa vnhu kuchikoro irori kty chimoko chako tachiona kuground nawidzo🤣🤣🤣🙌Hapana vanorambana pane chokwadi problem kuhura vakadzi muchipomera vanhu vasiwo fumurikai chaizvoBaba akatumwa kuzoenzanisa madzinza neidii

September 21, 2024

Selmor Mtukudzi Nhai Mwari Hazvina Kuzopera Mushe Ku Concert Ya Mtukudzi

Breaking....   Selmor Mtukudzi breaks off on stage fails to perform her scheduled slot at her father's inaugural festival at Pakare Paye Arts Centre.         #hmetroNational Hero Dr Oliver Mtukudzi’s widow Daisy Mtukudzi leads the celebration VIP dinner, remembering Tuku’s remarkable impact.ndokwatiri Selmor Mtukudzi Handichamuonii🙄🙄🙄🙄             #OMIFA24 #PakarePayeArtsCentre #OliverMtukudziLegacy #ZimbabweanArts #Music #Art #CultureHaiwawo Daisy kudhara akadyisa Tuku uyu I'm sure zvekudiwa nemurume obva atorasa vana sukhaaaa... She's wicked

September 21, 2024

Mukomana Odya Bota Rema Penzi Ese Mu Zimcare Apa Ndi Doctor Lesley Machokoto

Hezvoo kutoda ivavo vanoti hiriririri, varume imbwa sure kunyenga benziEish, atori in need of mental help urgent Uyo.. Plus shamhu kwayo inomunyu netwuChilliEeh vanozviita vanhu ivava       nevaya ma bed ridden vanenge vari muroom yavo vega wotoita kana matyira vanongobaya injection rekumurarisa hake voita chero nekumashure ngavasungwe pamwe havatori vega soo

September 21, 2024

Hazvi Fit Ochema

Vanhu vari kuti haasi hazvie KO uyu ndiyani. Ndamuudza kuti I will post this because my name was dragged akati ndikutengera drink ndikati handide kutengwa for respect of her I said I will only post this and agreed

September 21, 2024

Chiremba Ava Ku Masvingo Vauraisa Vanhu Vakawanda Vachisiya Machira,cotton ,scissors Mudumbu

He did hernia operation on my daughter 2017 ikatsemuka mwana akabuda matumbu,but she survived hake and left the hospital without a belly buttonMedical Doctor ava vanonzi Dr. Zulu is the only surgeon at Masvingo Provincial Hospital.         vakaita surgical operation kuna Gladys Sibanda but during the operation Dr. Zulu vakakanganwa kubvisa a medical cloth muBody yaGladys. KaMedical cloth aka kanoshandiswa to absorb blood during an operation. After the operation Gladys akatanga kuita maChest pains nekuzvimba dumbu. Gladys went back         kuna Dr Zulu and he said he wants more money kana vachida another second operation. Gladys failed to raise mari yaidiwa for an operation. And in July 2023, when Gladys was coming from a

September 21, 2024

Mutare City Council Yokonzeresa Accident

maRumbo strips enyu paZuva BP awakukonzeresa bvisai please vanhu vasati wapera.3 accidents in jus a week.The City Of Mutare kindly intervene and do the needy, it's been         complaints after complaints because of those rumble strip's, they are saving the opposite of what they are supposed to do and I believe it's your call. Thank youThat was a total miscalculations munoisa mahumps imi muchiziva kuti mabrakes anoperera mugomo....you         even putting more small cars dzino slower down for those humps at risk....chatosara kuti service station yacho itopindwe chete.... Engineering dzekupiko dzakadaro🤦Zvakamboisirwei asi? These people now just think rumble strips are the solution to all road problems

September 21, 2024

KwaZulu-Natal SouthAfrica Chakachaya

MEC for Transport and Human Settlements, Siboniso Duma, said they are closely monitoring key routes in KwaZulu-Natal, which remain closed due to heavy snowfall, ice, and rainteam of officers from the Road Traffic Inspectorate (RTI) were on Saturday morning deployed to begin clearing the accumulated snow on some KZN roads using a snowplow blade.         MEC for Transport and Human Settlements, Siboniso Duma, said: “We have deployed our efficient and hardworking team of officers from the Road Traffic Inspectorate to assist motorists.”Duma added that he will be stationed near the Mandela Capture Site in Howick, alongside the team from the Road Traffic Inspectorate. “We are encouraged by the hard work and partnership between private and p

12 13 14 15 16