On Monday, 81-year-old Gospel legend Mechanic Manyeruke announced that he will be retiring from music after an illustrious career spanning over 50 years. “I am a farmer, I will not be just sitting in Chiwundura where my farm is, doing nothing. God has kept me strong. I am not retiring for good.”
Mmmmm boys mune proof here? Please let's be considerate, her family is grieving ๐ Juliet Kadungure hanzi chitunha chake chiri kuchema.Hanzi chirikuti ndakafirei. Imhosva here kutadza kuita all white birthday party. Hanzi arikuchema nekudikitira akaramba kupgeka hembe yavakaendesa.Uhhh amanak Musarombe munokuvadzisa mhuri isina mhosva
Vana Enzo makuisa maChats a2021 kuda kunzi marwadziwa we are in 2023 its sad ๐ข better wadzura hako post ita zvekubaby sitter kamukadzi kako nemwana siya vanochema vanyaradzweHanty akarombeswa na passion paye remember akambosiya music ekati it's his secret zvaari ku regreta......so he knows nguva yake kuti iriko riini.........Munhu ane 79years anofa mobva mati gone too soon now maakuda ku measure soon yake kunge 2months, ipapo paachaenda ipapo ndoo soon yake. Some say good nyt by the wayHe is right koimm pamunoimba ky Church kuti gare gare tichauyq ikoko munenge murikutiii ?? Soon and gare gare zvakangofanna ๐๐๐ chero dzikaita 80 its still soonkuzviitisa uko
But angopindura panyaya dzakadai but pakataurwa zvembolisi yake haataure But ari kutaura chokwadi mnhu uyo vanhu vangada kuzoposta mnhu afa haaa seis Freeman akaposta mapics ayo kudharaa asi was bt nyaya yekut vamwe kuda kungonz vataura info vasina
Zvobuda Izvo Kuti Gemma Aidyanana Bota Na Nutty O Kkkkk Saka mukut mafana aidya gogo here age z jx a number koz makore afamba ka apo uyo mupfanha achir chana๐๐๐๐๐๐คฃ๐คฃ๐คฃ zvandinoverengeswa panoo ndichandatadza kuona denga zvokwadi๐ญ๐ญ
Influencing the influencers that’s the influence ne zodzo riri pana Tawanda ,ndochibhanditi chacho #Impact I came ,I Saw ,I Conquered.Munhu wese ane role yake in life ,i dd my part ,I changed the Game ,I left footprints. Ndini mumwe wevaya vanoita nemoyo wese kana vafunga kuita and when the environment allows.Ita nemoyo ,the future is bright Pakutoda mabhingoo #siyaitawandaaende#Takaipfuura#AmbManyama Ayehwa mgadzirira vana ramangwana Boss Yala cz zita mkagadzira kdhara now mkuitira vna Shalom
Rufu ndimadzongonyedze runorwadza vasara zorora murugare Ashley In a rather tragic development, a student from St George’s College in Harare died on Wednesday evening in a tragic car accident The student who was the deputy head boy of St George’s College and an Upper Sixth pupil at the school was reportedly involved in a tragic car accident after the vehicle he was driving collided head-on with a Koala Park Abattoir truck. St George’s College Student Dies in a Car Accident According to H-Metro, the horrific accident happened along Harare Drive in Mt PleasantReports suggest that Ashley may have been involved in a reckless driving incident, rac
The founder and leader of Christ Lead Redemption Ministries International church Prophet Mellontik Orasi shared this startling development after the death of Nelia Kadungure’s sister Juliet. Prophet Mellontik Reveals How Nelia Kadungure Blueticked His Message Taking to his Facebook account, after Nelia’s sister Juliet’s tragic death, Prophet Mellontik Orasi shared screenshots of prophecies he had made back on the 17th of May. One of these prophecies warned about a cross-border bus accident involving Zimbabwean nationals, predicting the loss of nearly 30 lives “A cross boarder bus disaster carrying Zimbabwe national t
Madriver ema crossborder pliz kumhanya sandi kusvika veduwee zvamuchatiuraya tese. Uchidriver kudaro chimbozviudza wega kt vanhu varimuno varikutarisirwa kt vasvike kumba,zviudze kt mubhazi imomo mune vamwe vakasiirwa nherera dzavari kuchengeta zvino ukamhanyisa bhazi ukadonhedza bhazi unoda kt nherera dziya dzionekwe nani... Koshesai hupenyu hwevanhu veduwee,vazhinji vakaremadzwa nemabhazi zvekt havachagoni kushandira mhuri dzavo... Uriwe driver unonzwa sei uchiona video yamai vaya vachioneka murume wavo Nemadriver ekwa Tamuka Coaches pliz musamhanyise bhazi chatinoda kusvika zvekumanya kwamunenge muchiita munozviitireiRokari kune Inter Africa neStallion Cruiser chinyarar
Nelia, Carlos and Other Kadungure family members on their way to get Julie’s body in Malawi were the accident occurred. NB: Guys can we try not to post the video of her before she passed away, it’s too sensitive and family asking for privacy for the mean time. Sending prayers to everyone who lost their loved ones on the accident.