Mahure emuZimbabwe havana nyasha veduweeee๐๐๐๐ Tinashe Mugabe ainge akasimba fani but kubvira pakaenda viral ne DNA show vasikana vehusiku vamupedza mafuta. Kubva masvotoka chiso kudaro nhai Va Probability๐๐๐๐ Pfekai Ma condom vaMugabe hutachiwana haunei kuti muri kubuda pa DSTV ,hunokusvotarai๐๐๐๐๐ Kubva maita kunge chitunha chagadzikwa pa cheya, PFEKAI MA PLASTIC , KONDOMISE kunze kwaipa uku. #HOMWE_iHOMWE๐๐๐
Hana yangu kani Jeso godo randiuraya Bp kani Jeso . Aiwa Zvirikubuda so sweet izvi Isu varoyi ta mur mur ndafa kani . In my next Ndodawo chimai maketeni changu . Anyways happy weekend kwacho ๐๐๐๐
Musician and dancer Sandra Ndebele graduated with a BSc in Music Business, Musicology and Technology Honours Degree at Midlands State University.She attained a First Class degree. Much of the marks comes from practicals Ukangoita a member ye part iya kusaita degree kuda funny part madegree vanopanana asi pasina zvozikamwa what's the point๐๐๐๐What's the purpose of doing a degree in something you already have natural talent in? Macheso makes thousands of dollars without a music degree. If I were her, I would upgrade myself academically in something that God did not give me naturally. To me, it
Vaye vanogaroti Greatman tokumbirawo # dzako madziona ere idzo. For business only plzz.. kwete zveemujolo mama ZVEMUJOLO wenaa aah ndanga ndakutoimba hangu Song yekuti zvemujolo wakairova wangu handitonzwi mushe ndikaswera ndisina kuiridza
Jackie Ngarande Kutokusuwa chaiko l hope you heal soon from whatever that you are going thru xamwari ......ndakusuwa Hana kurambidzwa social media na mudiwa wood
Ana tytan ngavashande varege kudemba pa Facebook ndiwo mubairo wakuda zvakashandwa kare kuda chembere kutiza kushand Zvine chirevo Kungonetsana havoo ne zvimaSilly message paFacebook.
Ana tytan ngavashande varege kudemba pa Facebook ndiwo mubairo wakuda zvakashandwa kare kuda chembere kutiza kushand Zvine chirevo Kungonetsana havoo ne zvimaSilly message paFacebook.
Pana zozo hapo tyra haana mufaro uyu ...unenge uchingovhairirwa mfunge kkkk ...tyra akutoda kutsvagirwa ma boyfriends chete apa unodzidzei kuna zozo? Akatadzisa musikana uya kuchata uyuHanzi zvekurudyi ndezvenzara kkkkk imi moti zozo akapusa arugadzira bag at someone's expense haana permanent friend uyo. Avo mother vekutambisa dako vari kutoshandiswa kugadzirira vamwe mari.Anaconda finds peace in being friends with Feli's ex friends.

Baba Ruva is easy to groom pana Zapnex....hai! Fish matsengerwo aitwa murestaurant kunge washing machine yakupedza kuwacha. Drink raita kutsvodiwa! Dei Ketty akaendesa katoddler kenyika kuma etiquette classses tinganyare muIreland. Hauone baba Ruva vari coachable & vane class.