Saturday, November 30

General News

November 30, 2023

Tatelicious Mbuya Murata Musasiya Maitt Vachizobata Zvipo Kuchurch Anoba Mari Yese Yechurch Akatiza Nayo

Congratulations gogo Murata is now a pastor ❀️❀️    Makabudira AFM zviripo mufungeπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚         Vhurai chechi ndiuye mhayi , ndimi dzenyu is far much spiritual than dze aka ke America Pashy the fake prophet .         Pa zvipo apo mhai please isa ma padlocks because Kamuchacha mweya uya ungamubate akatiza nemari yesangano πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚         Anosimudza double story ku UsheWekunze nemari yezvipoπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚           Isai Kamuchacha ku praise and worship or ku Head of Ushering Department because kanogona kupfeka but not ku offering department , church ino broka mhaiiiiiiiiπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚  

November 30, 2023

Tatelicious Oti Mbuya Murata Mai VaMaitt Ndivo Vachamuchatisa Izvi Zvashamisa Vakawanda

Ndikazvifunga mushe ndivo vanogona kundichatisa Gogo Murata as Mufundisi pamuchato wanguπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚         Kungozotya ndimi dzavo dzogona kubuda musaga πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚           “ Tenzi wangu rakashikaraka , vhurai meso a Marcus kuti aone kuti munhu waari kuchata naye murume biya ake rikashakashaka . Ngaatore hake Mai Tanatswa mwanawangu rikasokorokoshaahaka “ πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚           Vachishimanda havoπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚   Vanondidirira jecha πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

November 30, 2023

Zvinoshamisa Zvofumurwa Chikoro ChMa Bwanya Chema Pastor Chinongopiwa Vanhu Ma Gown Nemwsna Wavo Vincent Ngochani Chidhakws

Iwe Tate ma pastor e kumama ano dzidza ku chikoro cha mai Bwanya ! Kunodzidziswa na Vincent mwana wavo uye !           ( Chii chinodzidziswa na Vincent ) dhakwa ! Ngochani iyoyo ! Ivo mai Bwanya vachizviti principal ! Matuzvi e mheni ! Which institution is accrediting chikoro cha mai Bwanya nhai ! Ahh fuck it mhani!            The school is called LILIAN BWANYA SCHOOL OF PROPHETS ! Nonsense endai kuchikoro chaiko mhata imi

November 29, 2023

Ngochani 2 Dzanetsa Idzi Nyasha Ane Link Uyo Achidya Gambi Kune Vasati Vaona Varume Matorerwa Chimuti

Dai nyasha adzidzisawo anabhangu cz ummm vamwe juga dzikuvaremera           Nhaimi vanhu imi mukumbodyiwa seiko mudzimba umu tikungonzwa nya anokunda anabhangu chiii chaaita chirispecial nhai,haaa vanhu muchadaro mugere nemagora ana fugu ndee mudzimba umuπŸ™†πŸΏ‍β™€οΈπŸ€”               Sure dhimoni hwai hayi that's disgusting ko vane number dzanyasha mondipawo wanna take her kuchurch kwedu kunonamatirwa pliz kana hama dzepedyo itai ndibatane nemwana she needs deliveranceπŸ˜‚

November 26, 2023

Maitt Fans Nevakawanda Havazi Kufara Nekuda Kwekuda Kuti Nyika Iwone Vatengera Mbuya Va Wasu Chikafu Kuramba Vachingoti Ndakutemgerai Chikafu

Wagona Mura but zvekuzoramba wongoti chikafu chatatenga chikafu chatatenga amana πŸ™†You said that more than twice and each time you did, gogo felt so uncomfortable veduwe.         Dzidzai kubatsira muchisiyawo vaine twudignity twavo , zvimwe zvinhu taurirai kuseri. Ehe chikafu chatatenga mudye muchitifungawo, ehe chikafu chatatenga mudye muchingoti Mai Tt , mutimba musuva wesadza ,           Mai Tt, mukaseva soup , Mai Tt, mukanhonga nyama , Mai Tt, mukati tea dzvudu , Mai Tt kagrocery katatengawo moshandisa muchitifungawo ! Iiiiii veduwe πŸ™† Musazodaro sis Mai Fifi, tendwai munyerere musakumbire kutendwa.            Mabhaiza zvenyu ipapo vakoma Felly handikuvanzi

November 26, 2023

Zimbabweans In Poland Vochema MaAgents Arikuti Kunemabasa But Salary Edu Haaiti Kuno Tirikutambura Kudya Sadza Uriku Zim Better Vorondedzera

Ndavingwa ku inbox ne nyaya ye poland  My point was kuri nani but not zvekudaro Pakunodzidza go          But kunoshanda it's a no nekuti ivo ma polish anotoenda kudzimwe nyika kunoshanda          Handina kuti hu plumber hauna mari asi ndati iko ku poland hakuna chinhu for foreigners only chikoro unenge wagona but pamabasa its a no           Ma agents arikudyira vanhu mari vachiti ma warehouse jobs ne kuma farm umm munofira mahara hakushandiswe ma Euro            Endai munodzidza kuma University but usagarekoSaakaa hatichaendaako vamaame better kudya heeduu murivooo wedu nemapotato ende futi chinotonhora chinyi

November 26, 2023

Zvavhundutsa Vakawanda Ngochani Huru YeZimbabwe Tatelicious Oudza Mwana Wake Tanya Usandisheedza Kuti Daddy Unonditi Mhamhaa Mwana Haazi Kufara

Conversation with my beloved son #Tanyaradzwa ♥οΈπŸ’‹♥️           He's back from boarding school and we where just talking about kuti paari kuuya kumuchato ngaasanditi Daddy 🀣🀣🀣🀣🀣           So hanzi na Tanya ok daddy , dhiri bhooooo♥οΈπŸ’‹β€οΈ‍πŸ”₯           I LOVE MY SON , HE IS THE BEST THING GOD HAVE GIFTED ME WITH.♥οΈπŸ’‹β€οΈ‍πŸ”₯   THANK YOU #ASHUMBA FOR TAKING GREAT CARE OF MY BELOVED SON , GOD WILL CONTINUE TO PRESERVE YOU AND BLESS YOU , IN THE NAME OF JESUS AMEN. πŸ™♥οΈπŸ™   #HOMWE_iHOMWEπŸ‘πŸ‘πŸ‘πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ€£πŸ€£       Zvakaoma bu

November 26, 2023

Ketina 2 Days Idzodzo Ave Kuto Complainer Ndine Vana 4 Mazepe Arikunetsa Ndavekutoitawo Depression

May the Lord give me strength veduwee I am drained  I have 4 kids to take care of plus my business I feel so drained, this ain’t a joke prayers are needed even though I’m trying my best MR Mazepe Chishambwe            Arikutoda help professionally Ini ndakukundikana professionals in Ireland help me πŸ₯² I feel like yangu yakutodzokawo πŸ₯² can someone help him to block all negativity please πŸ™             Only if you know how loved you are! Appreciate God and your fans, siya kurwa ne Vanhu unosvika Kure! Tavatengera sutu vainda kuchurch natata hope it helps him heal.             I don’t understand why you can&rs

November 26, 2023

Hazvina Kumira Mushe Mhepo Dzemadzinza Dzasimuka Ku Ireland Mazepe Ochema Ndakuda Kudzoka Kumusha Kunemukadzi Wangu Ndatambura

Zvakunzwisa Tsitsi Hazvina Kumira Mushe Ku Ireland Irish Mazepe Ochema Ndakuda Kudzoka Kumusha Kunemukadzi Wangu Ndatambura Kumufunga Ndine DhipresheniπŸ€ͺπŸ€ͺ😒😒         Mhepo dzedzinza dzinenge dzamira dzakabata madziro kuti hauna chaunoita chinobuda then isu toswera kunyepera kuti I depression but spiritually varikurwa newe thst why zvichinzi dzimwe dzenyu nyararai mozotaura mava settled .               Bute ririkudirwa pasi not zvema funniesPawakaenda ku chando wakaudza ani kuti ndokwauri kuda kuenda wakuuya pano uchida ticket rekudzokera ku Africa             Ndaktozviziya kt aka akapedze week kanenge katoda kudzokera kumba haiwawo shand

November 26, 2023

Zvashamisa Vakawanda Tinashe Mugabe Onzi Kuita Senge Chitunha Chagariswa Pachair Avekurwarwa Sezvakamboita Thomas Chizhanje Tatelicious Otaura Zvese

Mahure emuZimbabwe havana nyasha veduweeeeπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚   Tinashe Mugabe ainge akasimba fani but kubvira pakaenda viral ne DNA show vasikana vehusiku vamupedza mafuta.Kubva masvotoka chiso kudaro nhai Va ProbabilityπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚             Pfekai Ma condom vaMugabe hutachiwana haunei kuti muri kubuda pa DSTV ,hunokusvotaraiπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚           Kubva maita kunge chitunha chagadzikwa pa cheya, PFEKAI MA PLASTIC , KONDOMISE kunze kwaipa uku HOMWE_iHOMWEπŸ‘πŸ‘πŸ‘         Mazuva aakatanga na Aunty Tilda murume anga ari very fluffy and healthy looking but lately arikusvotoka bit by bit.   Ndikasato Taura hapana anozvitauraπŸ˜‚π

134 135 136 137 138