Thursday, October 24

General News

October 23, 2023

Zimbabweans Vakunwa Donkey Milk Kurapa Zvirwere Zvepabonde Wonzi Mushonga Unorapa Zvakawanda

Dai maiziva inorapa ,diabetes 2, eczema,proarisis , great for health hair ,skin the list is endless ,inflammation  Italy and Chinese use donkey milk in lot's of their dishes kikikikiki makatodya         imi kuzoti products anogadzirwa nawo kikikikiki muchadzidza henyu Ndofunga vakanzwa song yabaHarare yekuti dhongi vakafunga kuti tinoda zvemadhongi sterek.           Kupi ko manje manje uchanzwa zvakunzi mukaka we dhongi unorapa Aids haaa vazukuru vanehanda wava shaya here, makambozviita pazvihuta waniiwe kana usingadi mukaka we dongi rega mamwe mashona adye.           ko hinga mukaka wemunhu munodya asi munhu wacho hamudye? maZimba hapana chamunotenda saka

October 23, 2023

Ko Tatelicious Ayiti Shugeta Ane Kadora Iye Obudiutsa Muzvambarara Weblambii Zvazobhowa Mazimba Kuti Sei Achiita Senge Pwere

Ko Tate aiyiti kadora wani but isize Iri bho hayo Good morning from Matama Shugerra family         Dumbu anaro but anayo wani Saka zveku posta mapic chinhu chakadhindira murikutozvifarira kaaa varumeMubrugwa muri empty umo ngaamboenda pamu bveeI nhingi hre iyi mkoma shugi amuna kupfeka brugwa mukaty kaimi         Shugeta usaita sepwere inomiswa neweti what are u trying to prove ipapa         Nhasi kachimainini kembambaira kangomirawo munhu kwakutomhanya kuvideo.Ukaona uchizama kuprover kuti une mbolis then chiziva kuti hauna.kupfekera kahspipe mubhurugwa doesnt help.munhu ngaagamuchire urema hwake.

October 23, 2023

Afra Musikana Ochema Ndikaona Picture Ra Mudiwa Hood Ndotopinza Chigunwe Kuzasi Kubonyora Anondiitira

Nderipi celebrity raunobonyora naro, ini ndakangoona pic raMudiwa Hood ndotopinza chigunwe          Afra Matsvimbo urimukosho mwanangu wakanditambisira mari yangu yechikoro mwanangu Mwari ave newe😭             It's really sad that senyika tine vanhu vanepfungwa dzakaita sedzako........vamwe vana vachifunga kutsvaga mariUnonzwisa tsitsi sure kuzviyanika uchitaura tsvina dzakadai zvimwe zvinoda neghost

October 23, 2023

Holyten Kuita Muchato Wemu Court Kutya Kufumurwa Baby Mama Speaks

Holy 10 atya zvipande ndosaka aita court wedding       This is nyc they look happy but uchengete vamwe vana vako iwe mujaya as for mai titi handina hangu mashoko aurawa ne social media mkadzi uyu           Yeah true ita zvinoyenderana ne homwe not kuda kunzi unopisa all unorema but kana wava wega unenge wane stress yezvikwereti           Dai Mai Tt vasina havo kunorara kuRainbow Towers better dai apa vakapisa gown re 5000 us vachingonzi go Mura ....zvakaipa asi l blame vanhu vanoti go Mura worse kuzosheyedza Kelly Khumalo ichingori go MuraVagona simple havo           Kwete zimuchato ratakaona rechikweti rekuda kufadza social media It

October 22, 2023

Zvinoshamisa 33 Years Old Luckmore Kamema Ouraya Mukadzi Wake 25 Year Old Jenny Gatsi Nepfuti Iye Achibva Azviurayawo

*Man murders wife, commits suicide afterwards*   Story by Tapiwa Machemedze         THE Mount Darwin community has been left in shock after a 33-year-old man committed suicide after killing his wife this Wednesday following a suspected marital dispute.           According to investigations by the Zimbabwe Republic Police, 33-year-old Luckmore Kamema, a well-known gold buyer shot and killed Jenny Gatsi aged 25 at around 11 pm on Wednesday shortly after getting home in Ridgeview, Mount Darwin.         Mashonaland Central Police Spokesperson Inspector Milton Mundembe said Kamema shot his wife in the head before turning the gun on himself.      

October 22, 2023

Baba Harare Vochema Pastage Jahprayzer Hameno Ndakamutadzirei Kusauya Kushow Album Rangu Shamwari Yenhema Made In China

Musician Jah Prayzah fails to show up at Baba Harare's album launch last night.           Baba Harare gave an emotional speech explaining to the fans that they had agreed that Jah Prayzah would perform at his album launch, but unfortunately he didn't show up.         Vane hushamwari hwemade in China ava ...kubatsira kune kakuvhaira 🤣🤣

October 22, 2023

Chamisa Zvobuda Izvo MuZanupf Arikurotamba Xvake Nepfungwa Dzema Zimbabwe Arikutambura

  ‘It’s a joke’ – now 70 Zanu-PF legislators have been recalled after ‘imposter’ does same to opposition MPs             Power plays continue to dog Zimbabwe’s politics almost two months after its disputed general elections, with parliamentary recalls now taking centre stage as President Emmerson Mnangagwa battles to control the national assembly.           Alittle-known Zanu-PF activist has written to Zimbabwe’s speaker of parliament, Jacob Mudenda, recalling 70 ruling-party legislators, including recently appointed cabinet ministers, from the august house.         The “recall” list includ

October 22, 2023

Mai Maketeni Ndotenda Mbuya Murata Bestie Friend Yangu Yakazvarwa Namai Vanerudo Varikuchengeta Vazukuru Nekuenda Kuchikurubhi Everyweek

Today I just want to appreciate the woman who gave birth to my best friend,gogo Murata.         She has stood by her daughter through thick and thin she doesn't skip prison visits she prays for fely always.She has made sure her grandchildren are happy and never lack so that they don't miss their mom.         Gogo you are a blessing to us your presence gives the girls strength,comfort and joy.           On titi's birthday she came up with an idea of throwing Titi a suprise dinner we worked together zvikafamba.She said daughter take Titi away from home whilst we prepare,i did that i lied to Titi ndikati lets go for ice cream since its your birthday.    

October 22, 2023

Zimbabweans In South Africa Dzikamai Mumwe Wenyu Uyo Avekupiswa Nema Tyre Arimupenyu

Veduwe Zimbabweans in S.A Ko mukadzikama munobvei?Kwatove ne video vanhu vatori pabasa pake,Great Hope sanogadzirira umwe uyo ari kuda tutozoendeswa kumusha Ameno kut anga aka joiner here…           Kozoitawo we Chijandukwa one day zvichamuwana ndiye umwewo…Vachinyanya kuda kutaurisa nzvimbo dzavanongoona vamwe vachiurayiwa maskati machena.Ko adarireiko? Munyika yevazukuru vaTshaka the Zuku !       Isu chero mumabasa umu tinotopeta miswe! Mwana waShe muranda kumwe  Zvibatei maZimboNgaapiswe she deserves it kutinyadzisa senyika for what? Ko kudzikama unobveyi hanzi munhu chengeteka uri muchengetwa munyika mevanhu uri kutaura nonsense hameno ikoko          

October 22, 2023

Zimbabweans Mukadzi Wa Garry Anga Avekutosekerera Nguvai Munhu Arikuchema Simba Racho Enzol Ishal Feli Nandi Maivepiko Parufu Makuenda Izvezvi Kutsvaga Clout Nerufu

Koivo vakuenda one one seiko, vaingoda kutanga vatukwa here, panhamo vaivepi         Inini um still asking myself about mkadzi Garry she cant show kurwadziwa ,,ko kuzotora mike kutanga kuimba haybo ndakazviramba inini,,kana wakafirwa unombot dzikamei           Mkadzi waGarry akaoma kana kuri kuve strong mvaa Ari strongIyo mipikicha vanoida fani kunhamo maybe kuitira V11 kudenga kana vaendawo           Ko nhai iwe Henzoll ungapfeka hende dzekuDhiba panhamo here chero iye mufi wacho achida kumuka haamuke pakadai

131 132 133 134 135