Thursday, October 24

General News

October 30, 2023

Capetown Phillip Khodzi Atema Ma Body Parts EMukadzi Wake Rachel Maphosa Nedemo Senge Arikutema Huni Iye Achibva Atiza Munhu Ave Kufa Zvinotyisa Hazvo

Makadii hama neshamwari murume uyu anonzi Phillip Khodzi atema mukadzi nedemo akatiza muCapetown Fish Hoek Masiphumelele. Kumusha Philip anobva kwaChivi. Mukadzi akatemwa zita rake anonzi Rachel Maphosa pafacebook anonzi Rachael Shanty.           Parizvino mukadzi ari muchipatara atemwa musoro ruoko negodo vanga vaine mwana ane 4yrs , mwana parizvino aripa nextdoor vanenge vaonawo murume uyu zivasai mapurisa aripedyo.           Phone yake zvose neyemukadzi atora ayenda nazvoo.Kumwe kuwanzwa hasha kwacho kuno kupa kuisa ngozi mumusha nekushaisa mufaro               kwehupenyu hwese ko kungo siya mnhu murunyararoUmmmmm ukaona kut hasha dze munhu wau

October 30, 2023

Zimbabweans Havasi Kufara Wasu Murume Hazvisi Safe Kumusiya Nevana Vasikana Ana Fifi Maitt Vakakanganisa

Yes amai Titi vari Jeri everyone knows that asi vangasiyire munhu wechirume kuti atarise vana here.           Wasu uyu handimuchenese anorohwa kudovi achirova iye ne front chimboitai muchitarisa vana Fifi uyo pane kakutaurika kuti ane nhumbu ine 2 mths.             Cat family woke up please Felistas anozvisungirira panobuda kujeri.

October 30, 2023

Maria Muchiyanga Opfuurwa Nepfuti Afa Anga Anenhumbu Ku Cape Town Joe Slovo Milnertone

Tete makadii mhuri yeZimbabwe,nhasi kuno Cape town ku Joe Slovo Milnerton takashaikirwawo nemumwe wedu anonzi Maria Muchiyanga aiva nepamuviri .           Akabatanidzirwa paipfurwa mkomana magangstar vanoita zvema protection fee ndokubva ashaika.             mumwe akabatanidzirwa haana kushaika hake.panga pasina policy saka murume wake anga achikumbira kubatsirwawo.for more info contact Brian Njenje+27 61 391 0027       Thank you

October 30, 2023

Breaking News John Mandawa Ashaika Ku Southrand Hospital Jo'burg Tirikutsvafa Hana Dzake Ir Vanozivawo Murume Uyu

Hie sis ndokumbirawo mundikandire ku group kana paine vanozivawo murume             uyu ashaika nhasi zita hanzi ndi john mandawa hatizive kuti kumusha vanobva kupi         Vanga vari ku southrand hospital mu Jo'burg

October 28, 2023

Chatunga Mugabe Oti Zimbabweans Munoti Tinashe Mutarisi Atenge Solar Or Generator For His Company Mune Pfungwa Dzakaora Hanufe Makabvisa Zanupf Muchifunga So

Chatunga Otaura Mazimbabwean Munoti Tinashe Mutarisi Atenge Solar  Or Generator Mune pfungwa Dzakafa.     Hamufe Makabvisa Zanupf Nepfungwa Dzakadai                    

October 28, 2023

Mashura Ngochani Sviden Achidyanana Neboyfriend Yake Zvakatyamadza Vakawanda Moti Mvura Inganaya

Moti mvura inganaye here neshura irori🤔Kozvekunaya zvosangana pai nechiweti cha sviden.. ndiye denga here           Dai angoita hake zvimavideo zvake zve hoyooo pasina kutiratidza tsvina idzi kakumufarira kese kanobva katobuda 🤮I can imagine pain ine vabereki vevanhu ava especially vedu vekumusha.           Tonamata munamato wakadiiko zvisabata vana veduAnogara kuSA ka uyu and kunonaya zvekuti,kumusha kwadzo kwadzakabvumirwa...kuri kunaya😂 tisingazozivewo hedu kuti zvingatadzisa mvura kunaya here muZimbabwe, l don't think so......          Dai matoti henyu vanhu varikubira nyika ikoko Zimbabwe, vachishungurudza varombo ne nherera , pamwe svaiita sviNons

October 28, 2023

Zvinoshamisa Nekutyisa Ketina Ofumura Nen"anga Ndine Choya Chake Ndakatora Pandaimubvisa Zvikwambo

  Mazepe Ofumura Ketina Na Sekuru N"anga Vofumura Ketina Ndakachengeta Choya Chake Akauya Achida Ndibvise Zvaakaromba Zvidhoma Akatadza Kubhadhara Mari     Zvese Zvaitika Mushure Mekunge Aita Makorokoto To Mecky         Congratulations sis mecky mamoyo wangu welcome to uk         Mai mazowe welldone maratidza rudo,mazepe is admitted in capetown as we speak she is In ICU get well soon mazepinax dzungu akusikungwara 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 buda mucomma mazepe mecky wapinda

October 28, 2023

Garry Mapanzure Sister Kikky Onzi Nema Zimbabweans Zvakeana Zvekuchema Ngaambomira Kutsvaga Clout Nerufu Kuinstagram

Kiki Mapanzure ukutsvaga kuti tikutuke wanzwa create content kwete zvaurikuita izvi munhu wa 94 ane drama chiiko ?           Zvawakadzidza wani👂😂😂😂chakandwa chira ndachizviziva hangu kti soon soon atete kikky varikutukwa cheteVese varikuty hee siyai munhu acheme makamboona here zvinopostwa Ku Instagram ukoo 🙌🙌🙌🙌ayiwa nesuwo takafirwao zuro but ii zvaa           kiristabhero Mapanzure I give up ayiwa fanike story ayikandi bhilivhiHaa ini andinga mboudzirwe ku healer kwangu ne vanhu kuudzwa kunzi zvitambire imi ka kufirwa ne munhu wemu family amuskukuziva

October 28, 2023

Maitt One Mbavha Inodiwa Cat Family Uk Created A Group Rekuvapa Mari Zvakaoma

🤣🤣🤣🤣🤣🤣 1 mbavha inodiwa zvisingaite🤣😅😅 ka song kaya kekuti birwai kakaimbwa nani nhai ndimboka downloader🤣🤣         Munhu aikupai pressure nekukunyeperai akabira vanhu hobho vanhu vari kuchema naye munhu uyu and vamwe vakatonyura zvachose vamwe vakato broker for ever okumbira           Mari momupa futi mmmmm hamenoKakangwara kanoba zvakahwanda ipapa kana kabuda muchanzwa zvonzi ngatibisei futi yekuti vawane pekutangira 🤣🤣🤣 muchadyiwa henyu Mari kusvika Mati koso imi vari UK hama dzenyu matopedza here kuchengeta kwanai imi             Aikaka ndafunga kuti Group ndere vanhu vakabirwa mari namai tt izvo nderekutoda imwe mari

October 28, 2023

Mazepe Oti Mai Mazowe Vatora Mecky Kuda Kumushandisa COS Risina Mabasa

Welcome welcome ku COS risina ma hours Hama dza mai crush hadzina kubasa kwadziri kuenda , vari kungoswerera Chapomba ne ma whiskey kushabhini ra mai crush            Wakakonzi huya toona yekutamba wasvika  Nhamo ichazouya pakuzoti after 5 years wakuda kuwedzera stay uwane indefinite live to remain kaa           Ndopaunoona kuti WAka Pisika ne razor😂😂🤣🤣chikuru kupinda muscle charisi zvimwe zvese ratove dhirama         Mai Mazowe muri Mai vangu but plz hudzai Ketty Masomera abvise post yake am sick and tired nenyaya dzema COS plz live ya maita PA aitport yatondikwidza BP rangu worse nepost yaketina congratulations Mecky but makaoma shuwa kushin

128 129 130 131 132