Thursday, October 24

General News

October 31, 2023

Taffy The Man Java Arikupengeswa Nemari Dzechegumi Achimhura Mwari Zanupf Haitomude Kutambisa Zita Ra President Munangagwa

If dzungu was a person  Manje yaatanga iyi yekuda kuita maskits achishandisa mazita ana ED anosvipwa manje manje         I stand with Mutarisi,one mbinga ine track record,a true inspiration to the Ghetto youths,kwete uyu wekupengeswa nemari dzechegumi achimhura Mwari           And to Mudiwa,i genuinely believe you're a good person,i feel you may have been caught in the cross fire,problem yawaita ndeyekudziya moto wembavha...Panga is a Pollutant       Hands off MutarisiI used to think kut Mudiwa is very clever till nhasi...level ra Java ndana Dj Towers Nana Level Fantan saka upto now I don't understand kut Mudiwa akurasika papi         c

October 31, 2023

Mubhanditi Seh Calaz Voti Java Fake Pazvese Hapana Kana One Muzimbabwe Anokuda Toda Tinashe Mutarisi Usanyepe Nezanupf

Handina basa nazvo kuti ndiyani Ari right between the two ,asi i stand with Man Tina because ndongoziva kuti Java ndewe fake pazvese, fake prophet,fake church,fake marriage,fake lifestyle,fake mhene ,fake mereji,fake           musangano,fake views ,fake followers,face guuuccccii ,fake friend, Feki feki fekiii,chisiri Che fake kutenderera capetown neku Dubai kuteedzaa njugaaaaa         I hope one day vanhu vese avo vanotyisidzirwa vachinzi ndini munhu wacho achinyeba ndine link re Musangano vachabuda pachena,varikuitiswa ma deals ema mine claims,vamwe vakunyimwa Mari ye zvikwereti vachinzi ndokunyudza imi inzwa inini Java mudiki panyaya           idzo,power raanoti anaro

October 31, 2023

Baba Harare Voti Mudiwa Hood Ndiye Ane Problem Ngaazive Zvekutengesa Zvigembe Zvake Zvekubhero I Stand With Tinashe Mutarisi

Ukaona munhu achida kuplayer innocent plus kakudemba demba sa Mudiwa Hood ndiye ari wrong.           Ngazive zveku hodha hembe kumakhula oisa label rakei was waiting yor reply father city😂😂😂😂😂finally mabva mauya neyanga ndisina kutarisira😅😅😅         Mudiwa Said "Mukoma I am disappointed, tell me one day I ever disrespected you or worked against you? Mandirwadzisa, why are you dragging me along, I repeatedly said you inspire me from the conversation, getting you guys to talk and solve issues, why do I have then need to look bad here…            My greatest crime is to get you guys on the phone, you are lying to people and God knows

October 31, 2023

Tatelicious Ndinomira Na Tinashe Mutarisi Handisati Ndambomuona Akatsamwa Kudaro Java Na Mudiwa Mboko Shindi Garai Pasi

Ndaiwona video ya  #Tinashe_Mutarisi , I have never seen him akatsamwa kudaro .   I felt pain for him.😭😭😭             Tell  #Tinashe_Mutarisi , I have forgiven him.   #DOG_HOMWERIANS_FAMILY LETS SUPPORT THE ORIGINAL DOG FATHER.♥️♥️♥️           WHEN I DO THE LIVE SHOW , NDICHABATA NYAYA YA DOG FATHER MY ORIGINAL BOO CAKES #VAMUTARISI ♥️♥️♥️   TO HELL NA JAVA & MUDIWA.           MBOKOSHINDI DZEVANHU , NDINI NDADARO.   I WILL FOREVER LOVE #TINASHE_MUTARISI HE HELPED ME PANDAKAITA HOMELESS KU SWEDEN IN 2022.   I AM VERY LOY

October 30, 2023

Domestic Issues Ya Tete Tilder Yobhowa Vakawanda Ndeyema Kuhwa Chete Hapana Chitsvene Chiriko Irikutoputsa Dzimba Dzevanhu

Haaaa guys criticism ya Tete Tilder hamudi kuinzwa zvamuchose hanti? Nobody is perfect even the greatest will be criticised. Mamwe maitiro avo pa Domestic issues vese na Doctor Choga anoda kuchinjwa.           Haaa vanonyanya kudzvanyirira vakadzi. Shuwa kuudza munhukadzi kuti abatsire murume asina kubvisa kana bete zvaro kunovaka kumusha kwake? Ungabatsire vamu boyfriend kuvaka kkkk nyangwe ndimiwo.             Ko kuzoti pese paresva mukadzi ngaadzokere kumba kwavo, yet varume vanenge vaita zvinotyisa vanongonzi bamunini hunhu hwenyu hwakasunama zvongopera zvakadaro.             We love the effort yavanoisa to save marriages asi varikunyanya ku o

October 30, 2023

Pashata Chihera Otukirira Mai Mazowe Mwana Wenyu Ibenzi Izvi Zvavabhowa Vakati Siyanai Na Kiki Mwanawangu

**Tukai inini I will not respond,stop bullying vana vangu,if you do I will respond rubbish**😢.         …Kiki is mine and she belongs to me.Nomatter how you can vukura iwe imbwa iwe,you can never leave life Inenge yaKiki.Iwe Shupikile nemwana wako meşe muri 2,Kiki will pay your rent and food for you nekupenga kwake ikoko kwaunotaura...           I have 2 Degree’s and a Master’s Degree then out of a bloom woti you opened my Fb page.You are not educated iwe Futseki.Pavana ndowirirana nemi hameno kuti vanhu vanoita tek tek nevana brain dzavo dzinyatsorimo here.             Aigona kungokufambai pasina zvekupinza innocent Kiki.Anyway sorry henyu

October 30, 2023

Job Sikhala 51 Birthday Otaura Chamisa Na Hopwell Ne Zimbabwe Yese Ndirikufira Imi Mujeri Matondikanganwa Ndichitambura Ndega

Job sikhala is turning 51 years today ,he spend more than 500 days in prison for fighting for the murder of Moreblessing Ali ....nhasi variuenda kuCourt kundonzwa judgement yavo                 .......meanwhile the likes of Hopwell thought CCC and Chamisa neglect him ....CCC yaifanirwa kunge yakadii apa???Problem aituka President vanhu vachiombera asingafunge ramangwana rake.             he was suppose to follow the right procedure ana Chamisa vacho havatuke kudaro.wish him all the best adzidza dai achibuditswa veduweenot being rude but sometimes u must stay on your lane cz if it turns unfortunate u wil b suffering alone, with noone looking afta yo family

October 30, 2023

Tawanda Elton Fanuel Vofumurwa Nababy Mama Sembinga Zvinonyadzisa Kufamba Vachimitisa Vasingachengete Vana

Hi sis  chitupai kandai mu bin, veduwee ndauyawo pano with a heavy heart. Yangu haisi zvayo nhoroondo. Kutotura nyaya yangu pano kushaya wekuudza😭😭.           I met this guy in harare, tikadanana mushe mushe bhudhi was everything he ticked all the boxes. Nhamo yakazotanga ndabata pamuviri waiti ukaphona kudai haidavirwe message inozopindurwa after 1 week.             Munhu uyu ndiye aitondifosa kuti ndibate pamuviri. Sezvineiwo ndakazoti rega ndimbo stalker bhudhi pa fb wanei vane mhuri. Ndini uyo speed ku profile kwa maiguru cover photo ndere mhuri yavo murume, mwana na mai. I confronted the guy akati iwe nemunhu iyeye takasorambana kare🤷🏼‍♀️.      

October 30, 2023

Chiiko N"anga Sekuru Bvunzamukombe Vakawanda Vachema Vabiirwa Ma 1500 Pasina Chirikuzoitika

Hie sis please hide me neniwo ndakaona sekuru vaibuda ku zimbo live vanonzi Bvunzamukombe vachibatsira vanhu kudzosa zvakabiwa ndikati rega             ndivabatewo ndikanzi tumira R1 500 ndikatumira but until now andina kubata mbavha ende vanhu vanoignore ma phone ivavo but kutora mari vakaita follow up iri serious.

October 30, 2023

Mazimbabweans Akawanda Ochema Nekuda Kwe N"anga Yekwa Tete Tilda Irikuvabiira Mari

#Hidey   Sekuru vekuBinga vakabuda kwatete Tilda.         Kubira vanhu kudaro.apo vakatora ma$60 avanoti embudzi edare kuvanhu 10 imarii.vakandirwadza kani.         Vakandibloka ndapedza kuisa mari.N'anga dzepafacebook.         Hie hide id ndakabirwawo nasekuru Chilelele ava ndaive ndarefewa nemunhu Ari pano pafacebook zvakaoma vakabva vandiblocker kwese kuwhatsapp nekumacalls.             Akandi refer kuna sekuru ava anonzi Rosey Tumbare aitovarumbidza achiti vanopedza masports zvichida vanoshanda vese.

127 128 129 130 131