Wednesday, October 23

General News

December 19, 2023

Ngoni Munetsiwa Speaks Vavengi Vanhu Vekuziva Ndivo Vanokuuraisa Zvamunotaura Munozviwana Kupi Ini Ndane Mhuri Yangu

Ngoni Madamboss Husband Speaks       I was eagerly waiting for this moment. This is beautiful Mhofu and family“ Whenever hunters hunt, Vultures wait cz Vultures by nature have never mastered the Art of hunting”….         Asi vanhu vaiti handina pasipoti Muri right right here imimi😂😂  Kubva ndiri kakomana ndichingotravhera   ❌Guhwa- Pane maghost maviri andabata Apa vanhu vekuziva imajeni.           ✅Ndadzidza kuti ; - Your greatest enemy unotoswera naye uchitodya naye , haasi kure mufunge vamwe avo kutohakirawo iyeye anovapa info. - Mhandu yemkadzi mukadzi - Your enemies admire you , vanotodawo zvaunoita ufunge   &nbs

December 19, 2023

Zvafadza Zimbabwe Yese Madamboss Husband Ngoni Munetsiwa Azoona Vana Vake After 1 Year

The Whole Country Is happy After Big Socialite Madamboss Tyra Meet With Her Husband Ngoni Munetsiwa After One Year               

December 19, 2023

Zvashamisa Vakawanda Kuvhundutsa Swagger Atorwa Namai Mazowe To The Uk

Swagger pfee muEngland say congratulations to Lala swagger avhura hombe kuvhundutsa Vanhu        Atopinda Mu UK           

December 18, 2023

Zvavhundutsa Vakawanda Millionare Olinda Chapel Akapfeka Hembe Dze 500 000rands Wow

Almost Half A Million Rand 🙆🏿😂😂😂😂after all tese tichafa ende kudenga hakuna gaffaHair 16 350rands         Bag 146 000 rands Jewellery 94 000 rands Body 234 000 rands   Pressure kuvanhu 🤣        

December 18, 2023

Bus Raita Accident Chinhoyi Road Zvakaoma Check Nehama Dzenyu

Bhazi raita tsaona madriver kana mabhazi enyu aora maisei paside muno urayisa vana nevabereki vedu           A CAG bus today overturned after losing balance on a slippery road along the Chinhoyi / Karoi highway. This happened after a brief stop to drop off a passenger #         Nenzara irimunyika,driver akapinzwa basa chero akapiwa mugweje webus anongopinda naro paroad,zvinozongodawo kuziva speed limit.Nevaridzi vemakwande aora moyo hairwadzi here gwande rako richinzi ratsakatisa vanhu😓

December 18, 2023

Tatelicious Oti Chamisa Ndipe Basa Ndiite Ini Ndisina Jendee Ndibvise ZANU-PF

Makadii President vedu Nelson Chamisa. Gore zvarapera kudai pasina chabuda zve ,ndanga ndichikumbira mumbondipawo chigaro chenyu zve 2 minutes chete .         Ndingovhurumutsa ZANU-PF nditore chigaro then ndozokupai. Panenge pakuda munhu asina jende seni ,ANE HUSHINGI 😂😂😂😂 I promise to give you back your Presidency ndodzokera hangu ku Austria 😂😂😂           Handina hangu kutuka ,Tati tionere pamwe chete. Imi muchinamata ini ne Zimbabwe tichitora nyika. How’s that ? We love you our President , muri kungoda ka push chete. KA PUSH NYANA🔥🔥🔥 #HOMWE_iHOMWE👏👏👏

December 18, 2023

MaZimba Raise Over 10 000 Euros For Mavis Akashaya Angopinda Mu Ireland

Zimbabweans worldwide came together to raise over EUR 10 000 after the sudden death of Mavis Manyonga who died soon after her arrival in Ireland. The money was needed to repatriate her body back to Zimbabwe.   Faith Zinyemba wrote on the Go-Fundme campaign My name is Faith Zinyemba, with a heavy heart, I am reaching out to you today seeking your support for Valerie Munashe Makuwe- a practising nurse in Letterkenny, Co Donegal, who recently faced the heartbreaking loss of her mother, Mavis Clinic Manyonga who came from Zimbabwe to celebrate Christmas with her daughter and family in Letterkenny. Tragedy struck within 24 hours of her arrival, she suffered a cardiac arrest, leaving Valerie and her family shattered.   The sudden loss has left Valerie inconsolable, a

December 17, 2023

Karen Ovhunduka Aona Mukomana Wake Pa mbavha Dzasungwa Hezvo

Karen Ovhunduka Aona Mukomana Wake Pa mbavha Dzasungwa She Said    Aaaah simbarashe charakupa😲Penga Udzoke ehe the guy aripa wheel chair Uyo😲 he is from Chitungwiza zengeza 3             Mahusekwa nezuro Matsotsi akaba Mari paMukuru armed robbers zvekuba vachazvirega havo           Thank you Zimbabwe Republic Police - ZRP ZRP Borrowdale Crime Liaison Committee - CLCNINE suspected robbers sustained injuries after they were shot by police in Harare on Thursday in a crackdown, while the hunt is on for 20 suspects whom detectives have named as Zimbabwe's most wanted...        

December 17, 2023

Shadaya Onyanga Shashl Muimbi X Wa Levels Vanhu Voti Anotodawo Zvakanaka Asi Mari Ndoyaasina

Zvakanaka anozvida but hasvikirire ndosaka ane hashaShashil ndo type inodiwa naShadaya pafeya chaipo but anotanha dzaanosvikira idzo🙌…uchaona umwe achiuya kuzo defender iyo ngochani iyoyi yet anoisa zvinhu           zvake pastatus ega 😹😹Sometimes trying to prove to the world how perfect you are,may lead to a miserable way of life,imagine having to make choices that you personally do not approve of but for the sake of practicing what you preach         you are forced to maintain the oppression as an example,ndosaka achingoshaudha hazvisi nyore shuwa 😹😹😹😹           Musikana uyo people come from her but she's actually pretty. Hakuna kumuona p

December 17, 2023

Zvakaoma Mbavha Dzakabatwa Nezuro Misheck Takawira Njowa 24 Akatoxotyorwa Makumbo Pfuti Dzakashudha Pasiripo Girlfriend Confirms

Aaaah simbarashe charakupa😲 ehe the guy aripa wheel chair Uyo😲 he is from Chitungwiza zengeza 3NINE suspected robbers sustained injuries after they were shot by police in Harare on Thursday in a crackdown, while the hunt is on for 20 suspects whom detectives have named as         Zimbabwe's most wanted...Police in Harare yesterday nabbed nine suspected robbers during raids and a shootout in Southerton.       The arrested suspects, who have been linked to a spate of armed robbery cases that occurred in and around Harare between 25 October and 13 December 2023, are; Misheck Takawira Njowa (24), Jonas Daniel Mubaiwa (22), Shadreck Njowa (20), Job Nyashadzaishe Njowa (26), Cloudious Pemberengwa (39), Shepherd Magorimb

109 110 111 112 113