Tshabangu Resigns From CCC In Solidarity With Chamisa Hanzi Kwese Kwaanoenda I Will Follow. shabangu is saying he has resigned from CCC in solidarity with Chamisa and will follow Chamisa wherever he goes.
Melly ochemera kuti haana kuitirwa welcome party, akapihwa cold shoulder nevakuru veUK. Hauna kukosha zvekudaro Melly u are a nobody. Zvasiyana nemaDiaries ako vanaMadhumbe veJoni ndivo vano kubigger kwete nyika yese . Thanks vakuru veUK makaratidza Melly kuti haana basa. Ndinoda kutenda vakuru veUK; Olinda Chapel-Nkomo, Aunty Jenny, Tete Mildred , Sabena Ruwizhi Boein777, SenMuk TV aka Mai Mazowe Anonyanya kuzvifonera Melly, nehu bully anohunyanya kahunhu kebishu karikuramba kubuda maari.Unosemwa nevanhu ukada kungozviita gindagoria pese pese.Dai akazopiwa runako taichiona muma streets umu manje chibage chani ichocho.Melly ndiheadgirl yemahouse girl.Anozvifonera. M
Ipaiwo Mai Athandwe Maulana makorokoto avo please. Ngenyi muri stingy ? 😐 Haaaa Ndasiya kodwa pacaption yangu nhaimi🤣🤣🤣Mara igama lami ngu mama kaAthandwe. Wena ufuna ukutumila imali eyamhlope emtwana neh😳😳. Hoza inbox ngiyakupha ecocash number and World remit details vele🤣🤣🤣🤣. Mina ngisetsile wena lapha 24/7 njee uyaputika ngekuseka for free so vele ngiyafuna imali yeamhlope from all of u. Ngiyabonga🙏. Ko sei tisati tamboona baba va Athandwe asi Bee waka muitiswa here . VaDzabu vakaita live vachitamba na Dzabu .
Government must tax churches I guess Because we now don't know which one is real or fake And that statement " I'm more Gifted than God" ndakabva ndapera powerDesperation wopusiswa sadAerial view of Makandiwa's church in chitungwiza. There's no any Business in Africa particularly Zimbabwe that makes more money than Fake prophets'S churches ,they dont pay taxes its just direct profit. Why these types of business are prorofitable in poor countries? Because when you're poor you become desperate of trying to make it in life. That's when these fake prophets manupulate people knowing that when you're desperate you're vulnerable to
Zim Socialite Baba Judy na Clepeton diednews reaching our team baba Judy a well known Zimbabwean socialite based in Capetown was found dead One of the witnesses told Zimbolivenews he went to meet someone who wanted to give him some luggage to take to Zimbabwe he got run by a vehicle and died on the spot Hanzi akaenda achinosangana nemunhu aida kutumira mabag mheno bridge rekupi murume wacho akati akasvika Baba Judy can’t get fon haichadairwa but muroad naive nemunhu aive akarara akatsikwa apa ndivo havo
Zim Man st@bs teen to de@th over chickenPLUMTREE magistrate has spoken against the increased deployment of knives and other dangerous weapons as the community’s rods of anger saying it has led to a spike in murder cases in Matabeleland South province particularly in Madlambudzi, Figtree and Mphoengs areas. The magistrate, Mr Joshua Nembaware, said there was a worrying trend where knives have been used to commit murder cases, adding that most k!llings were committed by close relatives, friends and lovers at beer binges. He urged conflict resolution strategies to be put in place. He raised the issue during the court appearance of Takesure Mpofu (20) from Matsota Village u
Takavataurira kuti these ppl act as if there are not aware vachiita slowily gathering information Uk home office ma1 some will go to jail Zimbabweans are not lazy 🤣🤣 but takajaidzwa kurarama zviri abnormal our systems are abnormal saka we carry that kwese kwatoenda we need to renew our minds.. Jush heard kuti pane muZimba a offer police yemuno bribe abatwa achiita drink and drink imagine ndapererwa.. Kutocrosser road pa ma traffic lights takatozvidzidzira kuno uchiona uchicrosser wega pakati peroad... Mwari vatibatsire tigone kuita a new mind set tiite normal 🙌🏾🤣
😳😳😳😳😳 Mashura Tanyara Senzeni Naiza Boom Onzi Abatwa Nemurume Wemunhu Banhu Bopopota Kana Makubuda makonye Yoyo ZvafumurwaPana amai vafona paTilda Domestic Issues. Amai vakati Senzeni musiwe Friday manheru akarara kumba kwavo nemurume wavo vasipo..Nhai Senzeni mwanangu kozvivindi unozviwanepi zvekurarwa mumba memumwe mukadzi nhaiwe..Ko ukadirwa mafuta anopisa unoita sei? Kkkkkk chihure achisekanwe mangwana muchahurawo 🤣🤣🤣 singing hnguNgaahure hake but not kuenda mumba memumweHapana asingade nyoro ne bota but why Senzeni afumira Kwa Tete Tilda kupinda mumba memumwe mukadzi kwakurohwa bota kwakuedzerwa kupinda na4am kwakupep
Ma producer learn kuudza vanhu chokwadi pleaseNdaona asiya kuimba zvachose😂 dai akatoramba hake achiimba naume naume kkkk uku hakusi kwake uku adarirei kkkkkkKo voice racho are we fighting 😭 Ma socialite Aya anoda kukambira kwese Ngaamboramba aka stika hake pachidhori bhoe zvekut izvi zvekuiimba izvi amboti mireKujiti ndokwavo masisi ava izvi bodo🤣kana kujiti kwacho kunekanharo kariko ikoko asi kuzongoti ndezvekongonya saka bhoo
Ukandiona ndine munhu wako ,ingotoranai muende ko zvekuzondirova ndezvei ? Ko mukandikuvadzaPana amai vafona paTilda Domestic Issues. Amai vakati Senzeni musiwe Friday manheru akarara kumba kwavo nemurume wavo vasipo.. Nhai Senzeni mwanangu kozvivindi unozviwanepi zvekurarwa mumba memumwe mukadzi nhaiwe..Ko ukadirwa mafuta anopisa unoita sei?