Vana Ava 4 Vafira Mumota Mushure Mekuzvi Lockera Ndoku Suffocata Ku Hopley Mu Harare RIP ππ
Tsamba kumukomana wekuroora mvana ine mwana ane zera nayo Whether wabvisa masong ese ku YouTube hazvirevi achabva mumafoni edu ende iwe hatina kana basa newe kana wazogara Unoita godo nemwana arikuto tsvagawo raramo sei usina moyo iwee.wakasiyanei moyo na Pharaoh Macopyrights Acho azonyanyopisa nhasi kare kese waisamaona hre waratidza kuti hauna kana moyo iye uri kusatanists Enwae ngatione kwaunosvika Sig kuvanhuIye anokoperei masongs evamwe dai iri1 bttr zvino okopa kekutanga otsiurwa okopa futi imwe yamai charamba yekuti tengai mafunga ngaakwane kana vanhu varamba nechinhu chavo ngaasiyane nacho hnt bible anaro ngaayimbewo zvake simple
Wasu it’s time waita semurume kuti changamu changamu une tarenda iwe chirumurika.. You won this mhamha varimujeri Don’t underestimate your potential.Move on in peace and don’t be bitter like Ketile ,Midhu ,Masiriri and you will see kuti what has happened will open doors for you zvisina kana noise. Whoever leaked this information aida kuti munetsane asi isu zveWorld war 3 taneta kamayi aka kakatanga hatina Data re8 hours 2024 ino. Felistas ndewako zvekudaro muromo wake wakaumburukwa nechidembo chete haazive zve kutaura kana atsamwa.Wasu came out zvaari Kamuchacha ari mujeri ende this is the main reason aisadiwa nehama dzake nekuti aive ……..
Tawaz Ochema Seh Wicknel Chivhayo Ndipeiwo Mota Ndakamira Ne Zanupf But Ndangobuda Nenduwee Mbinga Yangu Java Aingondipa ma Versace Ne Gucciππππ€£π€£π€£DJ Towers watoirasa,bcoz Sir Wicknell havakumbirwe l bet if he buys you anything l will run naked the whole of Harare.. mark my words,watopinda mulist raana Olla,Peter moyo,macheso etc..hamulumeKkkkk saka vanhu vakutiza kwa Passion Java . Wicknel ndiyo yava mbinga iri kuremera ma street π Iri ihure chairo waimbopenga naGinimbi ukaenda kuna panganai java now wakuda kuna wicknell wakazungaira dai waenda kuna Scott asati awandirwq &n
Uyu ndiye munhu akafambisa guhwa ende izvezvi Kamuchacha is blind to see kuti ndiye aimupa zvese zvaiitika arimujeri. Wasu stood by you wakavharirwa asingaite makuhwa or entertaining anyone zvaiita kambuya aka kachipesuka kwese kwese Cat femiri Auntie wekumasuwewe. Wabva kujeri wakasimbirira kuti Wasu is my PA haasi shamwari yangu,makore ese aya waiiti Wasu mwana wangu his my family. What changed ???” You should have stayed quiet and let people vataure zvavada iwe naWasu ndimi maiziva pamumire.You have caused more damage than good. Aka kanotoda zvemadrama kambuya kekuMalawi aka ende kakurwadziwa nekunyarara kwawaiita zvenoise ndozvakanotoda kuda kukuwisira pasi.  
Hezvo Wasu Akadzingwa Kwamai Tt Akafinera Tinashe Maphosa Achitaura Zvese Tatisiri Kutozviziva Yoyoooo Chii Chakaitika π³π³π³π³ Hezvo Wasu Akadzingwa Kwamai Tt Akafinera Tinashe Maphosa Achitaura Zvese Tatisiri Kutozviziva Yoyoooo Chii Chakaitika π³π³π³π³Wasu came out zvaari Kamuchacha ari mujeri ende this is the main reason aisadiwa nehama dzake nekuti aive …….. Kamuchacha failed to see the good Wasu did nekuti ari mudenial chaimo Kamuchacha shielded Wasu asi he couldn’t stay in the closet for long.Iye she failed to accept it achingogumira pekuti akazvarwa ane mabody parts evakadzi..
4 Hatcliff women who assaulted umwewo mukadzi vachiti akatora murume weumwe wavo have been sentenced to 9 months in jail murikudzoka hembe dzenyu dzakudzmba dzavabereki venyu mamama ποΈποΈποΈποΈποΈFIVE women from Hatcliffe Extension who went viral on social media assaulting and undressing a woman whom they claimed was having an affair with the husband of their colleague, appeared in court over the weekend. The accused persons Zelpa Kanduza, Natasha Kanduza, Fortunate Tembo and Olleyn Vinyungwi appeared before Harare magistrate Ms Evelyn Mashavakure charged with assault.They were remanded in custody pending bail application today.
Video Remukadzi Wekubhaudhana Nechikomba Musango Rabuda Zvakaoma Zvionereyi Asi vakadzi vakapusa chokwadi kubvuma kunoitirwa musango ππ Christian Mndala Maverick chakafukidza dzimba matenga inoiti itirai pese pese pamanzwa kuda hapana chinokonesa kana muchizviita nemoyo yenyu mese Mukadzi we munhu chete uyo ndosaka mvura iri kuramba kunaya munga poza nekuhura asi Matanga nhasi shame
Wakawanikwa une gwembe chairo ,ukakweshwa kusvika wachena. Difference murikungoiona mega It’s good to just appreciate someone publicly for the good they have done.People will hold on to what they saw online kwete zvamaitirana kuseri. zvemazita handisi kudaWasu akamira naye munhamo nemumatambudziko pakozouudza nyika ndakamunhonga ari street kids ipapo aresva zvake feri
Imi vana these days especially vechisikana havasi vekungoregedza vachienda . Fantan wacho anenge ari ku Mashwede achiridza hwamanda dziri mudumbu make , anozoiwana KUPI 3 days yekugara nevana vadiki vakadaro????? Remember Fantan remarried and Ana baby mucheche , so you think the new wife will care about Gamu's kids iye aine mucheche??? Lets be REALISTIC !!!!!Zvekuti Mukadzi ane bitterness , its draaaaaama . Isu tongoda kuti CHIBVIREEEEEE THE PHONE CALLL YANDATAURA NA GAMUπ€£π€£π€£π€£π€£ HANZI MBO.....RO YA FANTAN TETE NDOTOIJEGERA NECHIGUNWE ISABUDEπ€£π€£π€£ GA