Wednesday, October 23

General News

January 06, 2024

Mushure Mekunge Tatelicious Aburitsa Chikomba Chake Chave Kumuroora Zimbabweans Oti Zvinoda Iye Achipunza Dzimba Dzevamwe Yake Takuiputsawo Toburitsa Ma Sekisi Tepi

Mkwasha wenyika #DR_P kungomuka achiti do a live and introduce me to the people 🔥❤️   Svitsai #5K love ❤️ and likes 👍 ndiite Live yacho             MUVAONE SEKURU KAGUVI , NO GAME KUSEKERANA ZVIKOMBA🤣🤣🤣   VA VECHIKURU but dzine swaaaag hadzo 🔥🔥 but hadzisisina mazino 🤣🤣🤣             Zvamuri imi , musazobvunze zve mazino , ASK ZVEMUCHATO CHETE .🤣🤣🤣   Please hama weeeee when I put the live , comment section presai munhu ndichate veduwe 🤣🤣🤣   Muudzei Nyika Yese is not happy with the delays , nhai henyu imi 🤣🤣🤣   Patience dzangu ndedzechirume , handisisina patience dzacho🤣

January 06, 2024

Zvashamisa Vakawanda Chipo Muchengwa Oti T Freddy Aimunyenga Achiti Structure Yake Yakanaka Garo Munhu Wa Mwari

Nhai ndine question is it ok kuti munhu wa pastor audze babe kuti ure beautiful and une structure          Harusi ruchiva here?????Nhai ndine question is it ok kuti munhu wa pastor audze babe kuti ure beautiful and une structure    Harusi ruchiva here?????       Yesterday was my first time meeting the man of God Prophet T Freddy ndafara he was a fan of Terry Gee …. Pane zvandatoudzwa zvemweyaFreddy           vakaremara ndovaanoda , uchenjere kurepiwa sezvakaitwa uya wekuRadio , she had a disability too .Pawainzwarwo naSniper waidii kutibvunza wakuda kutibvunza nhasi ita yawakangoita pakutanga  

January 05, 2024

X Ya Saintflaw Yoti Tinashe Mutarisi Ndiye Hakuna Mumwe Akatsvagira saintflow Mukadzi Akafanana namai Mutarisi Hakuna

Tinashe Mutarisi hakuna mumwe ndiye uyu akatsvagira saintflow mukadzi wacho akafanana namai Mutarisi           hakuna mumwe ndiye uyu akatsvagira saintflow mukadzi wacho akafanana namai MutarisiHaters: Ndivo Madam here vawange unavo?🤷🏽‍♂️             Saintfloew: Ini I na #HKD we don't go for looks guys...   Haters: Daira question tati ndivo Madam vako here?🤷🏽‍♂️   Saintfloew: Mukadzi haasi pachiso kana pachimiro kana paruvara, so long moyo...           Haters: Aikaka🤔... Ko izvozvo zvaazvipi futi?🤷🏽‍♂️   Saintfloew: I know you guys manjee ndini ndakamuda...!!!   #

January 05, 2024

Zuva Habane Oti Tukai Zvenyu Handina Godo Tytie Isaiko Or Moinsta Arikushandisa Mwana Haafe Akamuroora

None of my business but this is a ticking time Bhomu.         Girl call me when this blows over … and it will. What’s sad is that dzevanodanana hadzipindigwi specially girls Ama 2k havawudzigwi , Iwe Mukomana ! If you don’t marry this girl ndokuitira live ! all we can do is watch. You better Marry Her! I guarantee you, if you don’t you are going to create a monster!          Rega ndisanorongedza whiskey mu Bra.Tukayi henyu muchiti Vate zuva muri bitter mune jealous 👀👀😹😹 But any mature woman or man following this story will tell you this is how Monsters and Psychoz are made.           Muskana uyo akaperera she will do anything for him

January 05, 2024

Zvinoshamisa Zvinotyisa Madakuchekwa 42 Year Old Oonekwa Mu ZUPCO Bus Chiredzi Ne Plastic Bag Rine Mwana 3 Weeks Old Akafa

HORROR:CHIREDZI MAN CAUGHT WITH DEAD BABY IN POLYTENE BAGGet rich or die trying! Some trials are not worth it.       A Chiredzi villager was anticipated in a ZUPCO bus with a dead baby’s body which he intended to use for rituals. It is reported that 42 year old Madakuchekwa had hodden the body in a polytene bag.           The latter then boarded a ZUPCO bus with his dead corpse, the odour coming from his bag raised suspicions. One of the passengers had to secretly ask the driver to find a safe space for them to park and search Madakuchekwa who looked suspicious.           The bus was then stopped and a concern was raised and all passengers were in agreement. &

January 05, 2024

Zvashamisa Vakawanda Levels Chilspot Na Mabrijo Vave Kudanana

Congratulations on your engagement Mabrijo naLevels. 2024 gore rema ring.       MaBrijo living his best life na Levels Ko ndiye adiii zvake 😃😃😃😃Love is a beautiful thing 😘💋       Asi Levels wakashaya choice hako apa, ukuwo Mabrijo anga anzwa nekubaiwa nemabhonzo aTowers

January 05, 2024

Zvakaoma First Wife Ya Saintflaw Haisikufara Nezvirikuitikaa Kuti Aroora Mumwe Paita Kurwisana

Haters: Ndivo Madam here vawange unavo?🤷🏽‍♂️ Saintfloew: Ini I na #HKD we don't go for looks guys... Haters: Daira question tati ndivo Madam vako here?🤷🏽‍♂️           Saintfloew: Mukadzi haasi pachiso kana pachimiro kana paruvara, so long moyo... Haters: Aikaka🤔... Ko izvozvo zvaazvipi futi?🤷🏽‍♂️ Saintfloew: I know you guys manjee ndini ndakamuda...!!! #KoTiriKurwaHere🤔🤣😂🤣       Kungoti zverudo zvonetsa otherwise maiguru yaive Pombi zvayo anyway congratulations mupfanha 🚴🚴🚴             That depends on his personal perception of pombi against yours. Infact can yu define pombi in relation

January 04, 2024

Zvinoshamisa Zvinotyisa Kukwekwe Mbizvo Vakomana 4 Marshal Chuma Learnmore Chiribani Ashford Dube Marvellous Kuchicha Vobatwa Pa N"anga Vakuendesa Ma Body Parts

In an incident that can easily pass for a Nigerian Nollywood movie, four murder suspects were recently arrested at a Kwekwe n’anga’s house seeking divine intervention to be shielded from the crime.       Police confirmed the arrest of Learnmore Chiribani 28, Archford Dube, 20, Marshal Chuma, 19, and Marvellous Kuchicha, 19 at a healer’s house in Mbizvo, Kwekwe, where the quartet had gone for a cleansing ceremony to escape law enforcement agents for the alleged murder of Earnest Moyo, 28.         Moyo died at a nightclub in Silobela after being indiscriminately stabbed all over the body with knives on December 1 allegedly by the quartet over an undisclosed issue. Police arrested the four after receiv

January 04, 2024

Freeman’s lawyer Dumisani Mthombeni Otaura Sicial Media Ndimi Murikusimudza Mhepo Siyai Mapurisa Aite Basa Ravo Panyaya Iyi

Freeman’s lawyer, Dumisani Mthombeni said the musician visited Harare Central police station to explain himself:           “The case involving Godfrey Machingura generated a lot of public interest after H-Metro published an article last week wherein Freeman’s alleged association with the now deceased was discussed. “Members of the public expressed their different views.         “This prompted the ZRP to invite him in for interviewing so as to explain himself and clarify his alleged association with the now deceased.Music star Freeman HKD questioned, released as part of due process in an ongoing investigation.       "Police are simply doing their job,

January 04, 2024

Maitt Votovhirawo Yavo Creche Mushure Mekunge Madamboss Vavhura Voti Ndorega Kushanda Here Nekuti Pane Vaitawo Izvozvo

Handisi kuti chii kana kuti chii Pa chokwadi uyu akakwana here uyu 😂😂😂 if you know you knowAizve oramba mari cz pane ari kuvhura creche. Inga mhosva akaita wani advert saka haana kukwana.           Musadaro imi.Elinevimbai Moyo anenge anoda zvekukwikwidzanawo namadam maboss munhu wenyu uyu handisi kuti chii kana kuti chii asi ngaasadaro kkkasina kutokwana ndiwe, saka oramba basa coz kune umwe munhu ari kuvhura creche,zvinyoka zvinongongwarira competition        

98 99 100 101 102