Thursday, September 19

Zvirikunzi Pane Avekupenga Hatichataure Mazita Hanzi Akutodya Zvemibhini

Zvirikunzi Scott Sakupwanya akupenga 🤣🤣 guys munhu haaurayiwe sehuku Dai vakapera kupenga zvavo vese kuzanu ikoko🤣🤣

 

 

 

 

Zvinogona kudaro kwedu bright matonga akambotwanya nenyaya dzekubata vanhu vasingabatwe munhu haawirayiwe sehuku kana mazogara, Uuummm Zviri kunzi manzwira nzwira kaa ayo munhu wandakaona zuro uno kwaisaina Khama Billiat contract neYadha. Varikut tisataure mazita makutibhohwa manje chaora chi statement ichi tsvagai chimwe.

 

 

Scott akagara ane potential yekupenga zvake Saka hazvishamise, Harisi benzi here munhu uyu. Munhu anopenga kanganiko unless ave worse. Pamwe mwedzi mutete chete, Akabuda wani vachitambira khama biliat ku airport nachimombe neteam rekwamagaya Apenga nguvai munhu anga ari ku airport achitambira Karma Billiart musi uno

  • Share: