Monday, September 23

Zvinoshamisa Zvofumurwa Izvo Tete Tilda Pane Pavakatsika Nyaya Dzavanobata Dzinotyisa Zvonzi Vaitotaura Nezvipoko Vari Kuchikoro

Tete Tilder vane zvivindi kufonera sekuru muroyi aaah ndavatya hanguVane pavakatsika

 

 

 

 

 

ukanzwa history yavo yekuti vari kuchikoro vakaona chipoko unopererwa i think ndopakabvira hushingi hwavo

 

 

 

 

Chiedza Dzapasi ndaizvifungawo nekuti nyaya dzavanosimudzana nadzo ahh dzotyisa

 

 

 

 

Ndatya.. Kubuda mazamo munhu rumee, womwiwa nemupurwa. Pedzo wonzi unomera matako pahuma. Haa nyika yakatakura kurema

  • Share: