Sunday, September 08

Zvinoshamisa Zvinovhundutsa Mai Rokadhiya Voti Baba Rokadhiya Vane Drama Ngavazorore Murugare Mweya Wavo Vaishungurudza Mwana Wangu Weumwe Murume Nyaya Yashata Iyi

Baba Roka vane full of drama kana mozogagara uye havabvume kukura vanofunga chihure chichiri kushamisira mukore unoUyo ngaafe uyo mwana wamai Roka waaishungurudza azorore

 

 

 

 

 

 

Varume vacho vanoda variivo varikuitisa vakadzi kana shiri yobvuta rekeni vomhanyira kutambo nepoison ngavanamate varume avo vakadzi vanoda kubatwa sevana veduweeUyo ngaafe uyo mwana wamai

 

 

 

 

 

 

 

Roka waaishungurudza azororeWakanaka mai Roka ,taurahako manje varume vacho zvavanoita rinokuhurira ukazvibata ukada kubvunza anobva auya Akadano wakutotukwa ndiwe pamusoro pikuhurirwa futi 😂😂😂Mai Roka murume vachiri kumuda asi pressure yefb nezvimaadvice zvenhema zvemumastreet 

 

 

 

 

 

Ba roka vanoda mukadzi asi pride ikuvaurayaVanhu vakuona haugone kuratidza kuti wakatsamwa vototi ukuzvida zvababa Roka haaaa ngavambomira mbijana

  • Share: