Monday, September 23

Zvinoshamisa Nekuvhundutsa Tete Mildred Voti Vamhu Ndaikuudzai Muchiti Tine Godo Izvezvi Ma COS Queens Akawanda Achapinda Mujeri Vanyu Vese Vaku Dzoswa Ku Zimbabwe Vakauya Ne Team Iroro

Takavataurira kuti these ppl act as if there are not aware vachiita slowily gathering information Uk home office ma1 some will go to jail

 

 

 

 

 

 

Zimbabweans are not lazy 🀣🀣 but takajaidzwa kurarama zviri abnormal our systems are abnormal saka we carry that kwese kwatoenda we need to renew our minds..

 

 

 

 

 

 

Jush heard kuti pane muZimba a offer police yemuno bribe abatwa achiita drink and drink imagine ndapererwa.. Kutocrosser road pa ma traffic lights takatozvidzidzira kuno uchiona uchicrosser wega pakati peroad... Mwari vatibatsire tigone kuita a new mind set tiite normal πŸ™ŒπŸΎπŸ€£

  • Share: