Monday, September 23

Zvinorwadza Izvi Liberty Prince Makombo Arikurwara Zvekuti Ku Nelmaphius Joni Parikudiwawo Hama Dzake Dzimutore Zvichakanaka

tine mkomana uyu Ari kurwara, anonzi liberty prince makombo

Anoti anobva masvingo 

Zita ramai vake Mavis humbe, mangwiro kana kut midzi, brother yake anonzi Zacharia makombo

 

 

 

 

Mkomana uyu Ari kuNellmaphius Ari kugara neshamwari.kana pane anomuzivawo please sunungurai vatorwa vari kumubatsira . Anenge amuziva please tobatei apa munhu aendeswe kumusha zvichakanaka +27 721612632 Whatsapp and calls 

 

 

 

 

Ndakumbirawo Vanhu mufambise message iyi mumagrup akasiyana

  • Share: