Sunday, September 22

Zvinorwadza Hakuna Huroyi Hunopfuura Apa James Chimba Teacher Angodonha Kokufa Aona Imba Yake Yapunzwa KuMasvingo Ne City Council Hurumende Yauraisa Vanhu Varikuchema Why Kusiya Munhu Achivaka Kokuzopaza

Haa Zanu ma1 apa pakutoda hondo chaiyoSatan arikuita kukambaira pazimbabwe zvakaoma hazvo Dai mwari atibatsira 😭Hakuna kuuraya munhu kunopfuura apa

 

 

 

 

 

Bt council inotaura wani kt musavakire pese pese semajuru imi mune nharo manje inozongopazwa chero yakanaka cyKo varoi vanotambisireiko uroi vachirega kuhushandisa pakadai apa kungot aswedera paimba achida kupaza zvopedzerana nenyuchi

 

 

 

 

 

 

Madzibaba wimbo vakazvireva vakati kuchauya achatonga nedemo , mucharwadziwa asi magumo ake avapadyo. Vaive pamweya and mweya haana kuzoti ndaitamba. 

 

Tsananguro dziri kuzadziswa.

 

 

 

 

 

Apa taiti kademo kedu katoziva kaya. Evo chitori chigiredha.

 

Nhayi mwari ko hazvisati zvakwana here.

  • Share: