Sunday, September 22

Zvevasikana Vebasa Vamusingazivi Kwavanobva Muchazvirega Henyu Uyu Kuba kokusiya Mwana Mucheche Ega Pasofa Atotiza Zvake

Shuwa kusiya mwana mucheche ari ega pasofa kwakuzonzwikwa nema neighbours achichema.

 

Chandirwadza ndechekuti aiba masmall gadgets nemunhu anoshanda nababa vepamba apa😭😭

 

 

 

 

 

 

#ngwarapatownEish, zvimwe zvacho haisi mhosva yevasikana vebasa. Naiwo maboss achiwo ngabatewo musikana webasa zvakanakaCondition ya baby yakamirasei...mupenyu here? 

 

 

 

 

We are all sinners kungoti vamwe hatisati tabatwa.

  • Share: