Monday, September 23

Zvanaka Izvi Millionare Olinda Chapel Oti Mecky Chichemo Chako Ndachinzwa Huya Ndikupe 20hrs Ushande

Mecky kana chirikokwadi kuti une Visa re COS risina ma hours hadzi na Rich Andi huya ndikupe 20hrs/ week uwane pekutangara .

 

 

 

 

 

 

Vanhu vari kuedza kukubatsira . Chimbomira zve soft life enda ku 20 hours uko.Isaskamu riya akafambira

 

 

 

 

 

Doro nechikafu chamai Mazowe vakshanda kare tsvee kufunga akasiya vana kuafrica kusakwana chayiko

 

 

 

 

 

  • Share: