Monday, September 23

Zvakaoma Mufunge X Ya Tytie Yoti Ndizvandaiitwawo Mukomana Anodhandisa Vasikana Uyu Kikky Uchazviona

Ahhhh arikushandisa vana and ndazoona kuti anenge asingade kuvarukisa musoro kuomera vese vangaite mashort hair

 

 

 

 

Yoooo apa uchivaona vana muroora kiki unenge uribusy kuti throw me into the river I’m just a crocodile .usingazive kuti mukomana anobika mahumbwe semahumbwe..unombotiratidza🤦🏾‍♀️🤦🏾‍♀️🤦🏾‍♀️

 

 

 

 

 

Nkosi yami ende futi ka yaa neehh …Ende anoda vane short hair 🥹Typical 🥹🥹🥹Hanzi Mai wat wobva watoona waroorwa paya 😂😂😂this life no balance….Apa love anopa the same babe wangu again kkkkkk haaaa tsiurayi mwana pachiri pedo

  • Share: