Monday, September 23

Zvakaoma Chipo Trouble Causer Achiseka Senzeni Oti Ukandiona Ndine Munhu Wako Ndisiye Ukandirova Koukandi Kuvadza

Ukandiona ndine munhu wako ,ingotoranai muende ko zvekuzondirova ndezvei ? Ko mukandikuvadzaPana amai vafona paTilda Domestic Issues.

 

 

 

 

 

Amai vakati Senzeni musiwe Friday manheru akarara kumba kwavo nemurume wavo vasipo..

 

 

 

 

 

Nhai Senzeni mwanangu kozvivindi unozviwanepi zvekurarwa mumba memumwe mukadzi nhaiwe..Ko ukadirwa mafuta anopisa unoita sei?

  • Share: