Monday, September 23

Zimbabweans Senyika Vabvumirana Kuti Winky D Muhombe Ndibaba Va Jahprayzer Pazvese Vamwe Ndovanoti Ndingatofa Zvangu Pachinzvimbo Chegafa

Vese vanogona in their own way ,but mudanga munozongowanikwa bhuru rimwe chete,ma fans a wagwizi we love you and personally music ya jp ndinoterera but...........

 

 

 

 

 

but senyika ngatingobvumiranai kuti Mwana we mbudzi I mbudziwo futi Mbudzana,we celebrate with you Winky D DiBigman for your 20 years of excellence music,you are the 🐐 GOAT

 

 

 

 

 

That's a pic of mbudzi ne Mwana wayo,Ndovada vese vanhu avo Asi Kana zvikatonzi yava matter of life and death sarudza aiwa VAWINKY D ndivo baba😂

  • Share: