Sunday, September 22

Zimbabweans Haasi Kufara Na Chaplin Phiri Mufundisi Rudzi Anodai Kuda Kutobiira Vanhu Iye Ngaaite Zve Church Ne Zanupf Izvi Osiira Ana Maiit Zve Chitsotsi

Mufundisi hwayi iyeyu 🙌Hapashaye chituta chino joiner ipapa, ava Mai ava vadiiko kungoramba vachiita zvavaiita havo zvekuparidza vozopihwa Thanks offeringLety Precious Penga come and see woo dai vazongoisao chero tomato sosi oisa 500g yomunyu

 

 

 

 

 

 

 

 

Ava vanenge vatori ne rough uuumm tambai megaHakuna munhu akazungaira semunhu anotamba maround especially aye anenge achinzi pane joining fee.Muri kuda kundiudza kuti munhu unosvika pakutadza kusevha mari yako wega wonozvitengera grocery rako usina kuswerotambiswa zvimaround zvekumama izvi??.

 

 

 

 

 

 

 

Kutoita loss uchibhadhariswa nejoining fee pamusoro kuti utengerwe bhokisi remacolgate nemasunlight.Sorry ka590Unenge urine busy kudakubata nzvimbo yekudenga wotoona kwauya zvakadayi ndaona vakuZorukwa pa 10k

 

 

 

 

 

 

 

 

 

yavakapihwa ndavabviae vatitengereBox remafuta ndaritenga $30 kuma tuckshop ekumbare rice 15 sugar 24 salt $4 spaghett $7 mazowe 15 washing powder 30 baby soft tissue $9 lux $8 zvese macase case woti nditambe round pakadaro ye50 yakawandisa grocery rishoma wedzerai

  • Share: