Monday, September 23

Zimbabwe Yese Yotenda Mabrijo Nekuchengeta Nwana Wake Vanhu Voti Kikky Wa Tytie Dai Akopawo Not Kuswero Teedza Mbooroo Mwana Achitamvura Kumusha

Pamwana wavharisa zvako Mabrijo & wamugona Satan, pictures- before and after kusekwa uchinzi you dumped your boy kumusha although kumusha kwacho aitongova bho futi because uniform yake aiva nayo , bhutsu aitopfekawo , waive nebudget yeizvozvo.

 

 

 

 

 

Kutsvinyirwa kunopa shungu sometimes, nhasi mwana ainzi anofamba 20km kuenda kuchikoro akupickwer, wekumachonyonyo ava Cambridge boy, imi Vana Auxilia vekuseka muchiri kungorarama nekuzunza dako makatsika pachemba mutoilet! Mupfidze kuseka munhu kana zvakamuomera because upenyu ivhiri!

 

 

 

 

 

Mabrijo, one single mother rakachimaster chigame chacho💯 Kikky waKuku huya utore manotes apa 🙏

 

Well done Bridget.

 

#cambridgeboy

#mwanawesinglemother

#leeroymarufu

#fambaMabrijofamba

  • Share: