So this is the girl ari behind all the tytie and Kylie saga 😂😂😂, akudawo kudzoka mugame buh yooh Kylie wachoooIt's Tytie .
Sorry ndirikuzama kuti it's Better/zvirinane 😂.
Kiki adi kungonyora Better instead of Tytie 🙄 kuitira mangwana zvikavharana vanhu havangafunge kuti raive Zita remunhuIt's Tytie .
Sorry ndirikuzama kuti it's Better/zvirinane 😂.
Kiki adi kungonyora Better instead of Tytie 🙄
kuitira mangwana zvikavharana vanhu havangafunge kuti raive Zita remunhuSiyai munhu,ndiye ATI kikki anoiswa tattoo here,ndiye aitora Sextape here,saka behind Wich saga,Kiki n tytie are behind their saga