Wednesday, September 25

Winky D Ofumurwa Na Chipo Ku Twitter Akandinyenga Ndikamuramba Izvi Zvisinakuzopera Mushe Nemagafa Winky Haadaro

Ndimi mucharamba here, iti akandiramba pandakamuitira maadvances ekuti andinyenge.

 

 

 

 

Winky dear wedu womuzimbabwe here kana kut uyu ndewe america coz wekwedu kwasadza handifunge kut ichokwadi

 

 

 

 

Zvekurambwa zviripo but just know that anaWinky D vakawanda paSocial MediaZidzoro rinenge dende remuroi risina nyama tsek wako namai vako nemakonzo ekumba kwenyu kumba kusina nyama

 

 

 

 

 

Ama2k peer pressure yacho haisi yanyanyisa here ?.Vakutsvaga mbiri kune maGaffaNdiani anganyengwa nagaffa ogo ramba ,chero chembere dzisiña mazino ndinotomudao

  • Share: