its a private ceremony ma falls akatovhagwa as we speak Fadzai Gurure problem toda kuziwa kuti mwana here or ndibaba plus evidence
Hameno ati anouya nayo
Ini na Julie-Askana tikuchata mangwana mese murikukokwa
Varikuti ndikunyeba. Take screenshots and u will see HMmmmmmmm kuchata hazviite ane mukadzi munhu wamuri kutaura uyu
Hooooo ndo day riya rakanzi ne ZIMPARKS ma falls achambovharwa for a private exercise π₯°π₯°ingaπ€ Congratulations Pokelloo...hapana asingade zvakanaka. Plus an official polygamist is better than amwe madzvinyangu akudyira vana vevanhu musaga..
Ndipo paunoona munhu achijusa Dstv achitadza kutenga data kkkkkk comment yauri kutsvaga nyora wega am here for comments as well lets continue to scroll together
Haaa pokello anesimba. Guys kuvharisa Vic Falls nekukura kwayo. WOW i respect her now. Kkkkk enda nephone yako utiitire live anti unenge unoda kuti tizive