Friday, September 20

Tytie Ochemedza Vabereki Vemusikana Vake Voti Ivo Zvinyadzi Nekushandiswa Kurikuitwa Mwana Sikana Wavo Handizvoba Zvinoshaisa Chimiro

Vabereki Vemusikana Havasi Kufara Nezvinyadzi Zvirikuitiswa Mwana Wavo

 

 

 

 

 

 

 Hanzi varegererei vachiri vana they are still growing up. Asi vabereki vemuskana varikuchema nezvikuitiswa mwana pafacebook apa pasina roora yakabviswa. Vabereki musarega vanasikanam vachinogara vega kuJoni. Protect the girl child.

  • Share: