Thursday, September 19

Tezvara Va Tytie Baba VaKiki Moffat Tonsani Votaura Zvavanofunga Pakudanana NaKiki Na Tytie

Ava ndivo baba vaKiki waTytie. Vanonzi Moffat Tonsani. Kiki zita rekuberekwa anonzi Kylie Tonsani Baba va Kiki hanzi 

"Ndafara zvisingaite kuti mwana wangu awana murume anomuda . Tytie Mukwasha wandaziva , murume ane rukudzo nerudo kune mwana wangu Kiki. Nhasi ndenemufaro chaizvo. Handaifunga kuti pane murume achazoda mwana wangu sezvo akamitiswa arimudiki."

  • Share: