Wednesday, September 25

Tete Masivanda Vosungiswa Na Juliet Chiutsi Iye Oti Votongerwa 3 Weeks Vachirumwa Neinda Netsikidzi

KO Tete masibanda vasungirwei Facebook iyi taiti kutandara veduwe ummm mucharoyanaVanhu wachinyanya kutenga nyaya dzisi dzawo hedee zvakaoma anyway isu zvedu tongoti heno ikoko.

 

 

 

 

 

Apa munodakupihwa maCos makuzvitsvagira maCriminal Records hadaa. Kumwe kupusa kunenge kungwara haha 😄 😆.Hameno chembere dzangumhana dzinotamba pafacebook dzisingazivi pekuguma

 

 

 

 

 

Vaiti handitye munhu wani hanzi address ndokupai😁Vanhu ngavadzidze kuti Facebook haidi mafeelings honai manje

 

 

 

 

Paienda Bishop kuporisi paya ndozvavaifambira hr vachifemereka .moreva kufemereka kwaive kutoremerwa neshoko iroro hr rine maletter 4

  • Share: