Saturday, September 21

Tavhunduka Zvofumurwa Mwana Wa Butterfly Ndewa Shugeta Kuita Ma Twins Kufanana Sema Buns Ekwa Lobels

mwana akafanana nababa vake uyu lolmwana uyo kuita nemo nemo nashugettaSorry zvako Anna.Hapachina chako pana Shugeta.Handiti wakamushainira ukamuramba pajekerere akaenda hake kuna sisi Bhaty

 

 

 

 

 

 

akanomitisa pakabuda kaJnrOros🥰🥰But makambozviona here kuti Butterphly wacho naShugeta vanoita kunge hanzvadzinehanzvadzi vekakufanana

 

 

 

 

 

Haiwawo bhaty akatofanana nashugeta chero mwana akazvarwa nashugeta neumwewo mkadzi mwana iyeye akangotodza baba vake chero nabhaty anenge akatofananawo naye same naye bhaty vana vacho vanotofanana nashugie

  • Share: