Friday, September 27

Tatelicious Otukwa Nemwana Wake Imi Baba Vechikadzi Ndisiyei Achibva Ablokwa

Ndazoti let me hold my peace , this generation mwana anokutuka akati imi Baba vechikadzi itai order🤣🤣🤣🤣🤣🤣🥰Ndabva ndapererwa chaiko🤣🤣🤣🤣

 

Vana vedu ve this generation makwikwi🤣🤣🤣 Tanya didn't pass all subjects and I was very angry abva ANDIBLOKA🤣🤣🤣 Zvino ndoti sorry here ?Unblocked🤣🤣🤣🤣

 

 

And Tanya's request was " Daddy can you please buy me a new phone ."

I didnt ask why he blocked me , ndangoti which brand do you want mwanangu🤣🤣🤣🤣

 

Veduweeeee i know you will say ndikuitiswa nemwana BUT HE IS MY ONLY CHILD and I LOOOOOOVE HIM❤❤❤❤❤

 

 

#HOMWE_iHOMWE👏👏👏👏Nagative punishment ndodiwa mushandisire techniques kkkk ahazvidzokorore futi isnt he block u iwe act cool bvisao chaanonyanyoda punishment ichamurwadza what we want is good results and respect usamunyengerera block him too pano tooo

 

I asked my elder sister kuti did I do anything wrong and she said kana Tatenda hauna kutadza.

 

 

Ndodii nhai veduweeeee.🤣🤣🤣🤣I don't believe in beating children hangu and handidi mwana wangu kuti AROHWE. When he unblock me tichataura hedu Baba nemwana.

 

Zvekurova mwana zvinokanganisa mental health yemwana.Ndambofunga kufonera msakana wake ndichida kutuka dzinza rese Ndabva ndazvidzora🤣🤣🤣🤣🤣

  • Share: