Friday, September 27

Sis Melly Voti Rue Samaz Hunhu Hwake Hutsinye It's Because Of Abuse Yaaitwa Nababa Vake She Need Help Mukadzi Uya

Sis Melly Ssid  Lovenes Samaz  That explains a lot of her behaviour may God heal her 

 

With the way she abuses other people online especially vana vafelly , I don't feel sorry for herThat's why samas is bitter nhai I was not like samas but God forgive me sorry darling mwari ndimwari but chisiya kufurirwa naketty akakundikana life yake kuti chikombq chakarara namai vake akachiregerera very very sorry samas namata forgive your father vaudze kuti bqba makanditadzirw kudenga napanyika handikodsere kuti ndinzi mwana wenyu

 

 

Sis Melly Diaries Live true and she is saying nanhasi zvirikumurwadza that means she is still holding on to the anger and bitterness from physical and emotional abuse. Sorry hakeWhy vanhu varikuti ndosaka une bitter guys chirungu chekuti bitter ndoona sekuti chikuti wandira munhu ane Moyo wakaipa hutsinye nehuroyi hazvipe pakukura kwako takakura zvakasiana

 

ASI Vazhinji vedu zvakange Zvakaoma hunherera wakationesa chitsvuku ASI zvatave Takaona hukuru hwaMwari why kusarudza Satan iwe wakadiwa naMwari wairohwa naBaba vako kana wafunga kutsiva tukaka hama dzababa vako why kupedzera shungu kuvanhu vasinei newe nhai

  • Share: