Monday, September 23

Sis Melly Vochema Vagari Vemu UK Kutadza Kundiitirawo Welcome Part Hamusi Kufara Ndave Muno

Melly ochemera kuti haana kuitirwa welcome party, akapihwa cold shoulder nevakuru veUK. Hauna kukosha zvekudaro Melly u are a nobody. Zvasiyana nemaDiaries ako vanaMadhumbe veJoni ndivo vano kubigger kwete nyika yese

 

 

 

 

 

 

. Thanks vakuru veUK makaratidza Melly kuti haana basa. Ndinoda kutenda vakuru veUK; Olinda Chapel-Nkomo, Aunty Jenny, Tete Mildred , Sabena Ruwizhi Boein777, SenMuk TV aka Mai Mazowe

 

 

 

 

 

 

Anonyanya kuzvifonera Melly, nehu bully anohunyanya kahunhu kebishu karikuramba kubuda maari.Unosemwa nevanhu ukada kungozviita gindagoria pese pese.Dai akazopiwa runako taichiona muma streets umu manje chibage chani ichocho.Melly ndiheadgirl yemahouse girl.Anozvifonera. Manje kuUk hakuna ana madhumbe ..Akawacha

  • Share: