Friday, September 20

Senyika Munoti Mai Bvukururu Vakanyatsokwana Here Kana Kuti Ibenziwo Kuti Ndinemurume Iye Mazepe Akaudza Nyika Yese Kuti Ndoitwa Mukadzi Nevamwe Varume

Mai Bvukururu Vakanyatsokwana here Kuti nNdinemurume Iye Mazepe Achiitwa Mukadzi Nevamwe Varume. Women of Zimbabwe munoiwonawo seyi nyaya iyi. Mai Bvukururu imhamo kana kuti hadzimo zvadzo.

 

 

 

 

 

 

Iwe semukadzi murume wako akakuudza kuti ndinofarira kuitwa mukadzi nevamwe varume unozvibvuma here kana kuti unotuta twako woenda.

 

 

 

 

 

 

Hatizi kutukana asi kuda kungoti tinzwisise zvinoita munhu kadzi agare ma marriage murume achifarira kukuiswa kuma nyowa nevamwe varume.

  • Share: