Sunday, September 22

Seh Calaz Voti Holyten Anotopisa Kukunda WinkyD Voti HOLYTEN Million Views In 2 Weeks Gafa Ma 24k Viwes Zvinhu Zvine 10 Years Pashata Nyaya Izere first Comment

Handina chandambotaura inin... But ndrikungokuratidzai kuYutube kwaWinky😅Handina chandambotaura inin... But ndrikungokuratidzai kuYutube kwaWinky😅

 

 

 

 

 

 

Siyana naWinky nd concentrate with it career iwe naHolly why muchidenha munhu asinga kudenhei? Pane pawakamboona winky wacho achitaurisa zvamunoita here atori bhoo akadaro chero akaita one view hez fine like dat xem......eish kurai mhaniAaaah ndiwe Calaz wandoziva er wangu kana uriwe siya nekuita zvisina basa coz isu

 

 

 

 

 

 

tosupporter iwewe siyana nevamwe vanhuKana zvekuimba zvapera nyarai bambooHaha Toda kukwanirwa iwe saka holy gumi urikumuty angaita baba here iwe baba vako vakafa Vasina Mota iwe unayo though Iri yekupihwa saka watove baba vababa vako here

  • Share: