Monday, September 23

Seh Calaz Vonzi Varege Kupa Ma Ghetto Youth Zvinodhaka Vane Nzara Ngaaitewo Sa Killer T Arikupa Chikafu

Calaz siyana nekuenda kughetto kunovapa doro nekuvaputisa mbanje ,

 

 

 

 

 

 

kana uchivada vatengere chikafu vanenzara vanhu avo.....Dzidza kuna killer T .

  • Share: