Seh calaz remembering soul jah love
Apa Chibaba hachina kundipa nguva yekubatanidza😂😂. Ndakati sting ichipera went to S.A next day ndakasvika ikoko Diss ratondimirira 🤣.Ndiichitorwa PA airport na Bolo akati Sauro wamunzwa here ndikati Maya bvaatanga kuridza🙆♂️🙆🏾♂️ndichinzwa ndega ndakabvuma kuti apa Ndafa 🤣. Called Sauro that time ndikati ko iwewe wakuitasei haha wandikwadza because after sting takanosangana because takabva ku sting arima one so was checking on each other kuti mabuda bho here ndikatoti wangu ndakuenda S. A ndokuona ndadzoka. So pandakafona ,zvikanzi "ndikuda kutokupamha rimwe rembasera" and akandipamha zveshuwa pakaimba na Missile akati "Dai ndaiziva ndakatokupa iye calaz waitogona kumukanda toyaz".
Day iroro Ndakambofunga kuti asi akaimba kare but zvaiimba zvainge zvaitika nezuro wacho ku Show. SeZvakamboitwa rimwe team na Winky d after clash ku Harare gardens pasong iye Ndaka dealer Navo one one yakangomuka yavako yalocker ma streets.Manager Vokal vakaona kuti pashata bvaavatanga kuti ita reply ku S. A ikoko, kuna Samcris ndikati umm mdara apa pakaipa tinofa because pakabatanidzwa ma lines apa Sauro aisadzokorodza verse and worse different sound and quality ye music yakaitwa na Lazy T and also vanhu vasina kuenda ku sting nanhasi vanotoona firimu reikoko thru song ya Chibaba because akaratidza hushasha paye. Mabhanditi can confirm kuti PA Street paipisa Sauro anga atiza ne chinhu ndakatozodzoswa a month later na Sunshine when we recorded Sauro unepamutauro. Will mis you my King Soul 🙏🙏. Music will never be the same without you💔