Wednesday, September 25

Patricia Jackie Oti Musanditsiura Ofumura Huroyi Wa Doreen Masomera Ndiye Akaremadza Mwana Wake Arimudumbu

Pana doreen masomere musanditsiura guys umm ndamboedza kuzvidzora enough is enough ..veduwee but i need to put her on her place and i will

 

 

 

 

Ndiri kuuya palive nemukadzi wasimba mandaza mai George munyatsonzwa huroyi hwadoreen ..vanhu vanomunzwira tsitsi muchashamisika nadoreen uyu..kwana pepekale

 

 

 

 

kwaMandaza pane 1 here waunotaura naye vana tete vese vaSimba wakazara kuvatuka ...wairova bronco nemadrugs wakatakura Mwana dimple boy doctor akataura kuti kudii mwana condition akakonxereswa nani ?

 

 

 

 

unotuka vanhu nezve Chirwere vakawanda iwe haumwe titaure kwaunotorera?mashoko awandiudza nezvagogo musalad uchiti vari kukumanikidza kuchengeta mwana ...i have evrything uri chiiko iwe doreen panyama yehuku?

  • Share: