Sunday, September 22

Pashata Zuva Habane Oti Siyai Naitt Iwe Remaziziso Dr Wekupenga Ndichingoita Mapepa Angu Tiri Kuuya Ne V11 Ra Dzabu Panenyaya Hombe

Hatidi vanhu vane rusarura Ganda pindurayi munhu wose😎Stop bhulin’i uyo zvaikozvino akamomotegwa. since wava neSimba rekupindura vanhu these days maglobo dovuya ugwe neni ndikutsvaka relevhenzi. YeMarasta haiperi

 

 

 

 

 

 

 

Ndosaka achinhuhwa hudzi🙄🙄 panhau yamaiDzabu akandisvota. Apa achiti kunyengerera Piripirikison🙄🙄Sunshine gara pasi tanga wauya nesekisi tape yaMai Dzabu totangira ipapo.

 

 

 

 

 

 

 

Wakati wakamirira azvare iyezvino Dzabu akutofamba akatovhura creche asi nanhasi chabuda hapana.Zinhikwi.anopenga uyo..akuti kana ma paper aita ndipo paachaunza v11 dei tape iripo dei akapa chero umwe munhu kuti abuditseUyu ngaadzikame hake kuda kutinyangadza Fakeni shidhi, tukumbo tunenge tweNgarikuni🚮

  • Share: