Sunday, September 22

Pashata Tyti Otuka Mukoma Vake Moreboys Munetsi Gudo Guru Peta Muswe Akati Tinoda Kushanda Newe Ndiani Hauna Kana Basa Mulife Mecu Takakubloka Kare Nyaya Dzese Dzofumurwa

Anogoti content yedu haimuitire anoyionera kupiko iye ari blocked? Ko aiti ndaida kushanda navo, aida kushanda nesu seiko iyo content yedu isingamuitire? Ko anga ambonzwa here kuti isu todawo kushanda naye? Ngaaite basa rake asiyane nesu hatinamate munhu isu takatanga tega hatina

 

 

 

 

 

 

 

kumbobvira tadya kana 1 rand rake saka kushanda naye nhasi koshamisirei? January takatukwa nema socialites akawanda and hapana kana 1 watakapindura but uyu tapindura kuti azive kuti hatinei nemari yake plus content tinoitira mafollowers edu anotida kwete iye. 2 days ago vaiti we

 

 

 

 

 

 

are unfollowing you makamboona mafollowers edu achidzika? We know very well kuti ma socialites akawanda haatide but hatizvitauri. This is my last time kutaura nezvaMoreboys ngaashande nemamwe macontent creators asiyane nesu hatina kumbomutsvaga ndiye akatanga.

 

 

 

 

 

 

 

Hatisi vana vakeGudo guru PETA muswe Kuti vadiki vaitesei???????saka ngaasatinyaudze aitangirei musindo zvaakaona asingaitirwe Nawo akaxvinyorerei akadii kti zii saka tyte and kiki ndivo wadii zvavo

  • Share: