Monday, September 23

Pakaipa Mai Judy Vonzi Vanyara Kumusha Kwavo Kuti Kutirwe Ma Camera Vanogara Mudzimba Dzemapango 25 Years Vari Mu South Africa Vachitadza Kuvaka Vanhu Vavhunduka

Mai Judy vanyara ne pamba pavo ku musha

25 years mu Kappa chabuda hapana hu admin chete pa mvenge mvenge ne kutenga doro ne ma bum shorts 

 

 

 

 

 

Greathope wadzingirwa kuti you film everything unongona kunyisa vanodada ne ma photos pa social media vasinga developer pamba

 

 

 

 

 

St Mary's chingova nyika ne mbare same whatsapp group havana kuvaka futi kumusha havana manje tatuma nhume dzedu ma spy all photos tinawo and tichavanawo e burial

 

 

 

 

 

Dai maimboziva maomero akaita zvinhu joni hamuwani nguva yekunyora izvi kana kushora iye akati munhu akapfeka bumshort aita marii ndiyaniko koo kana ari ekupihwa kana kunhonga mizivasei siyayi vanhu

  • Share: