Saturday, November 23

Olinda Onzi She Never Loved Tytan Kubva Paakafumura Shuramatongo Yake Anoda Stunner 1 X Waasinhakanganwe

Whareva is gowing on Olinda naTy gadzirisanai muvake imba yenyu. Olinda wakadosiya Stunner for good enough reasonS not reason. Usada kuti timu remainde drama rakatanga 2017 rikarunner for

5 strongo yrz. Saka usadzokereko, tokuwinga nebhande ukadzokerako. NaStunner hakuna chaunovaka, bata shoko rangu.How can you build a strong marriage iwe uchodzokera kuma Ex doing maFacetime. Sis Oli Ty came to your life akakubatsira to put your business in place and akaisa a lot of structures Kuti business rakoro rive periri. Ty iwewe dzikama, but ndovona Sis Oli murimi mune problem. Stop disrespecting Ty, give him his place munyumbamo, stop tangling up nemaEx and give marriage yenyu a chance.

Sis Oli you if this one fails woda futi kuti pinza busy nemaLive ,nemichato imweni. Haii bodo, haii bodo zvakwana. Bora pasi sis Oli, it’s either Ty or stay singo.Wataura chokwadi. Pamwe pacho Olinda anozvinyanya ma ex anomadii iye ane murume y ku disrespecter murume wake paruzhinji nekuda kwema ex dai vari good makarambaniranei?, Pamwe pacho anozvikanganisira ega nenyaya yekuda kunzi anoziwa stereki ndiani murume anosekerera zvakadaro. Akandibhohwa chaizvo apa ndaimufariraseiChamusinganzwisise ndechekuti kune imwe ex yekuti ikangokuti "sorry" unoita imwe confusion soo coz unenge wakamuramba out of anger but ariye soul mate yako soo🤣🤣🤣.

  • Share: